Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 2

16 Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, "Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu; 17 asi haufaniri kudya zvinobva pamuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa, nokuti pauchaudya uchafa zvirokwazvo."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também