Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 21

15 Mvura yaiva muguchu redehwe yakati yapera, akaisa mukomana pasi pegwenzi. 16 Ipapo akabvapo akandogara pedyo naipapo, nhambwe inenge ingasvika museve, nokuti akafunga mumwoyo make akati, "Handingatariri mukomana achifa." Uye agere pedyo ipapo akatanga kuchema.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também