17 Mwari akanzwa mukomana achichema, uye mutumwa waMwari akadana Hagari kubva kudenga akati kwaari, "Zvaita seiko Hagari? Usatya; Mwari anzwa kuchema kwomukomana paakavata apo.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.