Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 21

17 Mwari akanzwa mukomana achichema, uye mutumwa waMwari akadana Hagari kubva kudenga akati kwaari, "Zvaita seiko Hagari? Usatya; Mwari anzwa kuchema kwomukomana paakavata apo. 18 Simudza mukomana umubate noruoko, nokuti ndichamuita rudzi rukuru."

19 Ipapo Mwari akasvinudza meso ake uye akaona tsime remvura. Saka akaenda akandozadza guchu nemvura ndokubva apa mukomana kuti anwe.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também