6 Sara akati, "Mwari andivigira kuseka, uye vose vachanzwa nezvazvo vachaseka neni." 7 Uye akatizve, "Ndianiko aizoti kuna Abhurahama, Sara achazorera vana? Asi ndamuberekera mwanakomana panguva yokukwegura kwake."
Publicidade
Genesisi 21
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.