Publicidade

Gênesis 28

16 Jakobho akati apepuka pahope, akafunga akati, "Zvirokwazvo Jehovha ari panzvimbo ino, uye ndanga ndisingazvizivi." 17 Akanga achitya uye akati, "Nzvimbo ino inotyisa sei! Iyi imba chaiyo yaMwari; iri ndiro suo rokudenga."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-