Kaini naAbheri
1 Adhamu akarara nomukadzi wake Evha, uye akava nemimba akabereka Kaini. Akati, "Norubatsiro rwaJehovha, ndabereka murume."

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.