25 Adhamu akararazve nomukadzi wake, akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Seti, achiti, "Mwari andipa mumwe mwana panzvimbo yaAbheri, sezvo Kaini akamuuraya."
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.