6 Josefa akati auya kwavari mangwanani akatevera, akaona kuti vakanga vakasurukirwa. 7 Saka akabvunza varanda vaFaro vakanga vari muchitokisi naye mumba matenzi wake akati, "Seiko nhasi zviso zvenyu zvichipunyaira kudai?"