Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 41

15 Faro akati kuna Josefa, "Ndakarota hope, uye hakuna munhu akagona kudzidudzira. Asi ndanzwa zvarehwa nezvako kuti paunonzwa kurota uku, unogona kukududzira."

16 Josefa akapindura Faro akati, "Ini handigoni kuzviita, asi Mwari achapa Faro mhinduro yaanoda."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também