Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 49

3 "Rubheni, iwe uri dangwe rangu,

simba rangu, chiratidzo chokutanga chesimba rangu,

unokunda mukukudzwa, unokunda musimba.

4 Unozunguzika semvura zhinji, hauchazokundizve,

nokuti wakakwira panhoo yababa vako,

panhoo yangu uye ukaisvibisa.

Veja também