Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 8

15 Ipapo Mwari akati kuna Noa, 16 "Budai muareka, iwe nomukadzi wako navanakomana vako navakadzi vavo. 17 Budisa mhando dzose dzezvisikwa zvipenyu zvaunazvo, shiri, mhuka nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, kuitira kuti zvibereke uye zvive zvizhinji pamusoro payo."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também