Publicidade

Gênesis 9

4 "Asi hamufaniri kudya nyama, ropa rayo roupenyu richiri mairi. 5 Uye zvirokwazvo ndichatsvaka kuti muzvidavirire nokuda kweropa roupenyu hwenyu. Ndichatsvaka kuti muzvidavirire pamhuka dzose. Uye kubvawo pamunhu mumwe nomumwe, ndichatsvaka kuti azvidavirire nokuda kwoupenyu hwomunhu wokwake.

6 "Ani naani anoteura ropa romunhu,

ropa rake richateurwawo nomunhu;

nokuti nomufananidzo waMwari,

Mwari akaita munhu.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-