Pular para o conteúdo
Publicidade

Genesisi 9

8 Ipapo Mwari akati kuna Noa navanakomana vaaiva navo, 9 "Zvino ndava kusimbisa sungano yangu newe uye nezvizvarwa zvako zvinotevera, 10 uye nezvisikwa zvipenyu zvose zvakanga zvinewe, shiri, zvipfuwo nemhuka dzose dzesango, dzose dziya dzakabuda newe muareka, zvisikwa zvipenyu zvose zviri panyika. 11 Ndiri kusimbisa sungano yangu newe: Zvipenyu zvose hazvichatongoparadzwizve nemvura yamafashamu; hakuchatongovizve namafashamu okuti aparadze nyika."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também