24 Uye ngatirangarirei kuti tingakurudzirana sei kuti tive norudo namabasa akanaka. 25 Tisarega kuungana sezvinoita vamwe, asi tikurudzirane, zvikuru sei sezvamunoona kuti Zuva roswedera.
Publicidade
VaHebheru 10
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.