Pular para o conteúdo
Publicidade

Jobho 2

9 Mukadzi wake akati, "Ucharambira pakururama kwako kusvikira riniko? Tuka Mwari ufe!"

10 Iye akapindura akati, "Iwe unotaura somukadzi benzi. Ko, tichagamuchira zvakanaka kubva kuna Mwari, tikashayiwa zvakaipa here?"

Muzvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza pane zvaakataura.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também