7 Asi Jehovha akati kwandiri, "Usati, ‘Ndinongova mwana hangu.’ Unofanira kuenda kuna ani naani wandinokutuma kwaari undotaura zvose zvandinokurayira. 8 Usavatya, nokuti ini ndinewe uye ndichakurwira," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.