Publicidade

Jeremias 17

7 "Asi akakomborerwa munhu anovimba naJehovha,

akaisa chivimbo chake maari.

8 Achafanana nomuti wakasimwa pamvura,

unotuma midzi yawo kurukova.

Hautyi kana kupisa kuchisvika;

mashizha awo anogara ari manyoro.

Haufunganyi mugore rokusanaya kwemvura,

uye haumboshayiwi zvibereko."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-