Publicidade

Jeremias 17

9 Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose,

uye wakaora chose.

Ndiani angauziva?

10 "Ini Jehovha ndinonzvera mwoyo

uye ndinoedza ndangariro,

kuti ndipe munhu zvakaringana namafambiro ake,

uye zvakafanira mabasa ake."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-