Publicidade

Jeremias 23

32 Zvirokwazvo handina ukama neavo vanoprofita zviroto zvenhema," ndizvo zvinotaura Jehovha. "Vanovaudza uye vanotsausa vanhu vangu nenhema dzavo dzisina maturo, asi handina kuvatuma kana kuvagadza. Havambobatsiri vanhu ava napaduku pose," ndizvo zvinotaura Jehovha.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-