12 Ipapo muchadana kwandiri uye muchauya kuzonyengetera kwandiri, neni ndichakunzwai. 13 Muchanditsvaka mukandiwana, pamunonditsvaka nemwoyo yenyu yose.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.