15 Zvanzi naJehovha:
"Inzwi rinonzwikwa muRama,
rokuungudza nokuchema kukuru,
Rakeri achichema vana vake
uye achiramba kunyaradzwa,
nokuti vana vake havachipo."
15 Zvanzi naJehovha:
"Inzwi rinonzwikwa muRama,
rokuungudza nokuchema kukuru,
Rakeri achichema vana vake
uye achiramba kunyaradzwa,
nokuti vana vake havachipo."