Pular para o conteúdo
Publicidade

Jeremia 9

23 Zvanzi naJehovha:

"Akachenjera ngaarege kuzvirumbidza pamusoro penjere dzake,

kana munhu ane simba pamusoro pesimba rake,

kana akapfuma pamusoro pepfuma yake,

24 Asi anozvirumbidza ngaazvirumbidze pamusoro pezvizvi:

kuti anondinzwisisa uye kuti anondiziva ini,

kuti ndini Jehovha, anoita unyoro,

nokukururamisira, nokururama panyika,

nokuti ndinofarira izvozvi,"

ndizvo zvinotaura Jehovha.

Veja também