Publicidade

Jó 12

12 Ko, uchenjeri hahuwanikwi pakati pavatana here?

Ko, kuwanda kwoupenyu hakuuyisi kunzwisisa here?

13 "Uchenjeri nesimba ndezvaMwari;

kudzidzisa nokunzwisisa ndezvake.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-