Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 1

59 Pazuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana, uye vakanga vachizomutumidza zita rababa vake Zekaria, 60 asi mai vake vakati, "Kwete! Anofanira kunzi Johani."

61 Ivo vakati kwaari, "Pakati pehama dzenyu hapana munhu ane zita iroro."

62 Ipapo vakaninira namaoko kuna baba vake, kuti vazive zita raaida kupa mwana. 63 Akavakumbira pokunyorera, akanyora kuti "Zita rake ndiJohani" uye vose vakashamiswa nazvo. 64 Pakarepo muromo wake wakazarurwa uye rurimi rwake rukasunungurwa, akatanga kutaura, achirumbidza Mwari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também