Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 10

21 Panguva iyoyo Jesu azere nomufaro kubudikidza noMweya Mutsvene, akati, "Ndinokuvongai, Baba, Ishe wokudenga nepasi, nokuti makavanzira vakachenjera navakadzidza zvinhu izvi, mukazvizarurira kuvacheche. Hongu, Baba nokuti zvakakufadzai.

Veja também