Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 4

18 "Mweya waShe uri pamusoro pangu,

nokuti akandizodza

kuti ndiparidze vhangeri kuvarombo.

Akandituma kuti ndiparidze rusununguko kuna vakasungwa

uye kuti vasingaoni vaone,

kuti ndisunungure vakamanikidzwa,

19 kuti ndiparidze gore rakanaka raShe."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também