Publicidade

Mateus 18

Kana Hama Yakutadzira

15 "Kana hama yako yakutadzira enda umuudze mhosva yake, muri vaviri chete. Kana akakunzwa wadzora hama yako. 16 Asi akaramba kuteerera, enda nomumwe kana vaviri kuitira kuti nyaya imwe neimwe isimbiswe nezvapupu zviviri kana zvitatu.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-