Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 7

Kutonga Vamwe

1 "Usatonga kuti newewo urege kutongwa. 2 Nokuti nzira yaunotonga nayo vamwe ndiyo yauchatongwa nayo, uye chiero chaunoshandisa ndicho chichashandiswa kwauri.

3 "Unotarisirei kabanzu kari muziso rehama yako, asi usina hanya nepuranga riri muziso rako? 4 Ungati sei kuhama yako, Rega ndibvise kabanzu kari muziso rako,asi iwe nguva dzose uine puranga riri muziso rako? 5 Iwe munyengeri, tanga wabvisa puranga riri muziso rako, ipapo unozoona zvakanaka kuti ukwanise kubvisa kabanzu kari muziso rehama yako.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também