Louvor e adoração
O louvor e a adoração são o propósito supremo da vida cristã. A Bíblia está repleta de exortações a louvar o Senhor — com cânticos, instrumentos, danças e com todo o nosso ser.
Louvai ao Senhor!
Todo ser que respira louve ao Senhor! O louvor é o sacrifício agradável que oferecemos continuamente a Deus.
Zvinhu zvose zvinofema, ngazvirumbidze Jehovha.
Rumbidzai Jehovha.
Rumbidzai Jehovha.
Rumbidzai Mwari munzvimbo yake tsvene;
murumbidzei mumatenga esimba rake.
Murumbidzei nokuda kwamabasa ake esimba;
murumbidzei nokuda kwoukuru hwake hunokunda zvose.
Murumbidzei nenzwi rehwamanda,
murumbidzei nembira nomutengeranwa.
Murumbidzei nematambureni muchitamba,
murumbidzei norudimbwa nenyere.
Murumbidzei namakandira anorira,
murumbidzei namakandira anorira kwazvo.
Zvinhu zvose zvinofema, ngazvirumbidze Jehovha.
Rumbidzai Jehovha.
Murumbidzei nematambureni muchitamba,
murumbidzei norudimbwa nenyere.
Ngavarumbidze zita rake vachitamba,
uye vamuridzire nziyo namatambureni nembira.
Rumbidzai Jehovha.
Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,
rumbidzo yake paungano yavatsvene.
Ngavarumbidze zita rake vachitamba,
uye vamuridzire nziyo namatambureni nembira.
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake;
vanozvininipisa anovashongedza korona noruponeso.
Vatsvene ngavafare nokukudzwa kwake,
uye vaimbe nomufaro vari pamibhedha yavo.
Rumbidzai Jehovha.
Rumbidzai Jehovha kubva kumatenga,
murumbidzei panzvimbo dzokumusoro-soro.
Murumbidzei, imi vatumwa vake vose,
murumbidzei, imi hondo dzake dzose dzokudenga.
Murumbidzei, imi zuva nomwedzi,
murumbidzei, imi nyeredzi dzose dzinopenya.
Murumbidzei, imi matenga ari kumusoro-soro,
nemi mvura zhinji iri pamusoro pamatenga.
Ngazvirumbidze zita raJehovha,
nokuti akarayira, izvo zvikasikwa.
Akazviisa panzvimbo yazvo nokusingaperi-peri,
akapa chirevo chisingazombopfuuri.
Rumbidzai Jehovha imi nyika,
imi zvisikwa zvikuru zvegungwa nokwakadzika kwenyanza,
nemi mheni nechimvuramabwe, chando namakore,
dutu remhepo rinoita zvaakareva,
imi makomo nemi zvikomo zvose,
miti inobereka nemisidhari yose,
mhuka dzesango nemombe dzose,
zvisikwa zvidiki neshiri dzinobhururuka,
Madzimambo enyika nendudzi dzose,
imi machinda nemi vatongi vose panyika,
majaya nemhandara,
vatana navana.
Ngavarumbidze zita raJehovha,
nokuti zita rake iye oga iguru;
kubwinya kwake kuri pamusoro penyika namatenga.
Naizvozvo, kubudikidza naJesu ngatirambei tichipa kuna Mwari chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibayiro chemiromo inopupura zita rake.
Naizvozvo, kubudikidza naJesu ngatirambei tichipa kuna Mwari chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibayiro chemiromo inopupura zita rake.
Louvor como estilo de vida
Bendirei ao Senhor em todo tempo; o seu louvor estará sempre nos meus lábios. O louvor não depende de circunstâncias.
Ndinorumbidza Jehovha nguva dzose;
kurumbidzwa kwake kucharamba kuri pamiromo yangu.
Ndinorumbidza Jehovha nguva dzose;
kurumbidzwa kwake kucharamba kuri pamiromo yangu.
Ndinorumbidza Jehovha nguva dzose;
kurumbidzwa kwake kucharamba kuri pamiromo yangu.
Mwoyo wangu uchazvirumbidza muna Jehovha;
vanotambudzika ngavanzwe vafare.
Kudzai Jehovha pamwe chete neni;
ngatikudzei zita rake pamwe chete.
Asi kana ndirini, ndichagara ndine tariro;
ndicharamba ndichikurumbidzai zvakanyanya.
Ndakazendamira pamuri kubva pakuberekwa kwangu;
ndimi makandibudisa mudumbu ramai vangu.
Ndicharamba ndichikurumbidzai.
Muromo wangu uzere nerumbidzo yenyu,
ndinoparidza kubwinya kwenyu zuva rose.
Muromo wangu uzere nerumbidzo yenyu,
ndinoparidza kubwinya kwenyu zuva rose.
Miromo yangu ichadanidzira nomufaro
pandinokurumbidzai nenziyo,
iyeni, wamakadzikinura.
Kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro,
zita raJehovha rinofanira kurumbidzwa.
vongai pazvinhu zvose, nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.
Adoração em espírito e verdade
Os verdadeiros adoradores adorarão ao Pai em espírito e em verdade. Deus busca os que o adoram com coração sincero.
Asi nguva inouya uye yatouya zvino apo vanamati vechokwadi vachanamata Baba mumweya nomuzvokwadi, nokuti ndivo vanamati vanotsvakwa naBaba kuti vamunamate.
Mwari mweya, uye vanomunamata vanofanira kumunamata mumweya nomuzvokwadi."
Uyai, tiimbire Jehovha nomufaro;
ngatidanidzirei kuDombo roruponeso rwedu.
Ngatisvikei pamberi pake nokuvonga
uye timukudze nenziyo.
Nokuti Jehovha ndiye Mwari mukuru,
Mambo mukuru pamusoro pavamwari vose.
Nzvimbo dzakadzika dzapanyika dziri muruoko rwake,
uye misoro yamakomo ndeyake.
Gungwa nderake, nokuti ndiye akariita,
uye maoko ake akaumba nyika yakaoma.
Uyai tikotame, tinamate,
ngatipfugamei pamberi paJehovha Muiti wedu;
Danidzirai nomufaro kuna Jehovha, imi nyika dzose.
Shumirai Jehovha nomufaro;
uyai pamberi pake nenziyo dzomufaro.
Shumirai Jehovha nomufaro;
uyai pamberi pake nenziyo dzomufaro.
Pindai pamasuo ake nokuvonga
nomuvanze dzake nokurumbidza;
chimuvongai uye murumbidze zita rake.
Imbirai Jehovha rwiyo rutsva;
imbirai Jehovha, nyika yose.
Imbirai Jehovha, rumbidzai zita rake;
paridzai ruponeso rwake zuva nezuva.
Paridzai kubwinya kwake pakati pendudzi,
namabasa ake anoshamisa pakati pamarudzi.
Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa,
iye anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose.
Nokuti vamwari vose vendudzi zvifananidzo,
asi Jehovha akaita matenga.
Kubwinya noumambo zviri pamberi pake;
simba nokubwinya zviri munzvimbo yake tsvene.
Remekedzai Jehovha, imi ndudzi dzose,
ipai rukudzo nesimba kuna Jehovha.
Ipai kuna Jehovha rukudzo rwakafanira zita rake;
uyai nechipiriso mugopinda pavanze dzake.
Namatai Jehovha mukubwinya kwoutsvene hwake;
dederai pamberi pake, imi nyika dzose.
A grandeza de Deus
Grande é o Senhor e mui digno de louvor! Sua grandeza é insondável. Os céus declaram sua glória e toda a criação o adora.
Jehovha mukuru uye akafanira kurumbidzwa;
ukuru hwake hahunganzverwi nomunhu.
Asi imi makagadzwa saIye Mutsvene;
ndimi rumbidzo yaIsraeri.
Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu;
ndichakurumbidzai paungano.
Imi munotya Jehovha, murumbidzei!
Imi mose zvizvarwa zvaJakobho, mukudzei!
Mutyei, imi mose zvizvarwa zvaIsraeri!
Nokuti haana kuzvidza kana kusema
chibayiro chaiye akatambudzwa;
haana kumuvanzira chiso chake,
asi akanzwa kuchemera kwake rubatsiro.
Rumbidzai Jehovha.
Zvakanaka sei kuimbira Mwari wedu nziyo dzokurumbidza,
zvinofadza uye zvakafanira sei kumurumbidza!
Rumbidzai Jehovha, nokuti Jehovha akanaka;
imbirai zita rake nziyo dzokurumbidza, nokuti ndizvo zvakanaka.
Jehovha anobata ushe, nyika ngaifare;
zviwi zviri kure ngazvifare.
Farai muna Jehovha, imi vakarurama,
uye mukudze zita rake dzvene.
"Ndini Jehovha; ndiro zita rangu!
Handizopi kukudzwa kwangu kuno mumwe,
kana kurumbidzwa kwangu kuzvifananidzo.
Cânticos e instrumentos
Cantai ao Senhor um cântico novo! Louvai com salmos, hinos e cânticos espirituais, fazendo melodia no coração ao Senhor.
Shoko raKristu ngarigare zvakakwana mamuri pamunenge muchidzidzisana muchirayirana nouchenjeri hwose, uye muchiimba mapisarema, dzimbo nenziyo dzomweya muchivonga Mwari mumwoyo yenyu.
Shoko raKristu ngarigare zvakakwana mamuri pamunenge muchidzidzisana muchirayirana nouchenjeri hwose, uye muchiimba mapisarema, dzimbo nenziyo dzomweya muchivonga Mwari mumwoyo yenyu.
Mutaure kuno mumwe nomumwe wenyu namapisarema, nedzimbo uye nenziyo dzomweya. Muimbe uye muridzire Ishe mimhanzi mumwoyo yenyu, muchivonga Mwari Baba pazvinhu zvose, muzita raIshe wedu Jesu Kristu.
Imbirai Jehovha, mufarisise, imi vakarurama;
zvakanaka kuti vakarurama vamurumbidze.
Rumbidzai Jehovha nembira;
muimbirei nziyo nomutengeranwa une hungiso gumi.
Muimbirei rwiyo rutsva;
muridze zvakanaka, mugopururudza nomufaro.
Dhavhidhi navaIsraeri vose vakanga vachipembera nesimba ravo rose pamberi paMwari, nenziyo, nembira, nemitengeranwa, netambureni, nemakandira nehwamanda.
Muimbirei, muimbirei nziyo dzokurumbidza;
taurai zvose zvamabasa ake anoshamisa.
Akaisa rwiyo rutsva mumuromo mangu,
rwiyo rwokurumbidza Mwari wedu.
Vazhinji vachaona, uye vachatya
uye vachaisa ruvimbo rwavo muna Jehovha.
Zvakanaka kurumbidza Jehovha
nokuimbira zita renyu nziyo, imi Wokumusoro-soro,
Ndichaimba nezvorudo rwenyu nokururamisira kwenyu;
kwamuri, imi Jehovha, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.
Ndichaimba nezvorudo rwenyu nokururamisira kwenyu;
kwamuri, imi Jehovha, ndichaimba nziyo dzokurumbidza.
Louvor nas lutas
Paulo e Silas louvaram na prisão e houve terremoto. O louvor é arma espiritual que transforma circunstâncias e derrota o inimigo.
Panenge pakati pousiku, Pauro naSirasi vakanga vachinyengetera uye vachiimba nziyo kuna Mwari, uye vamwe vasungwa vakanga vakavateerera.
Panenge pakati pousiku, Pauro naSirasi vakanga vachinyengetera uye vachiimba nziyo kuna Mwari, uye vamwe vasungwa vakanga vakavateerera.
Shure kwokunge abvunzana navanhu, Jehoshafati akagadza varume kuti vaimbire Jehovha uye vamurumbidze nokuda kwokunaka kwoutsvene hwake pavaifamba vari mberi kwehondo, vachiti:
"Vongai Jehovha,
nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi."
Pavakatanga kuimba vachirumbidza, Jehovha akaisa vavandiri kuti varwise varume veAmoni neMoabhu neveGomo reSeiri vaiuya kuzorwisa Judha, uye vakakundwa.
Ipapo Jobho akasimuka ndokubvarura nguo dzake akaveura musoro wake. Ipapo akawira pasi akanamata achiti:
"Ndakabuda mudumbu ramai vangu ndiri mushwi,
uye ndichadzokera ndiri mushwi.
Jehovha akapa uye Jehovha akatora,
Zita raJehovha ngarirumbidzwe."
Imbirai Jehovha, imi vatsvene vake;
rumbidzai zita rake dzvene.
Nokuti kutsamwa kwake ndokwenguva duku,
asi nyasha dzake ndedzoupenyu hwose;
kuchema kungangovapo usiku.
Asi mufaro unouya mangwanani.
Imi makashandura kuungudza kwangu kukava kutamba;
makabvisa nguo dzangu dzamasaga mukandishongedza nomufaro,
kuti mwoyo wangu ukuimbirei ugorega kunyarara.
Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Wakasuwireiko, nhai mweya wangu?
Unotambudzwa neiko mukati mangu?
Isa tariro yako muna Mwari,
nokuti ndichamurumbidzazve.
Muponesi wangu naMwari wangu.
Nehemia akati kwavari, "Endai munodya nomufaro zvokudya zvamunoda nezvokunwa zvinotapira, mugotumirawo zvimwe kuna avo vasina chavakagadzirira. Zuva ranhasi idzvene kuna Ishe wedu. Musazvidya mwoyo, nokuti mufaro waJehovha ndiro simba renyu."
Gratidão e louvor
Em tudo dai graças. O louvor nasce da gratidão por quem Deus é e pelo que Ele faz. Cada bênção é motivo de adoração.
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu;
zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu;
zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu,
uye urege kukanganwa mikomborero yake yose,
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu;
zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu,
uye urege kukanganwa mikomborero yake yose,
iye anokanganwira zvivi zvako zvose,
uye anoporesa kurwara kwako kwose,
anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba,
uye anokushongedza korona yorudo netsitsi,
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu,
uye urege kukanganwa mikomborero yake yose,
Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,
uye nokuda kwamabasa anoshamisa aakavaitira,
nokuti anogutsa vane nyota,
uye vane nzara anovazadza nezvakanaka.
Vongai Jehovha, danai kuzita rake;
zivisai zvaakaita pakati pendudzi.
Pazuva iro muchati,
"Vongai Jehovha, danai kuzita rake;
zivisai zvaakaita pakati pendudzi,
uye muparidze kuti zita rake risimudzirwe.
Haiwa, Jehovha ndimi Mwari wangu;
ndichakukudzai uye ndicharumbidza zita renyu,
nokuti nokutendeka kukuru
makaita zvinhu zvinoshamisa,
zvinhu zvamakaronga kare kare.
Ndinokuvongai uye ndinokurumbidzai, imi Mwari wamadzibaba angu:
Makandipa uchenjeri nesimba,
makandizivisa zvatakakumbira kwamuri,
makazivisa kwatiri kurota kwamambo."
A majestade do Rei
Ao nome de Jesus todo joelho se dobrará. A adoração culminará na eternidade, onde os redimidos louvarão ao Cordeiro para sempre.
Vakaimba nenzwi guru vachiti:
"Gwayana ndiro rakafanira, iro rakanga raurayiwa,
kuti rigamuchire simba nepfuma nouchenjeri nesimba
nokukudzwa nokubwinya uye nokurumbidzwa!"
Ipapo ndakanzwa zvisikwa zvose kudenga napanyika napasi penyika uye napamusoro pegungwa, nezvose zviri mazviri, zvichiimba zvichiti:
"Kuna iye anogara pachigaro choushe uye nokuGwayana
ngakuve nokurumbidzwa nokukudzwa nokubwinya uye nesimba,
nokusingaperi-peri!"
Akati nenzwi guru, "Ityai Mwari uye mumupe mbiri, nokuti nguva yokutonga kwake yasvika. Namatai iye akaita matenga, nyika, gungwa namatsime emvura."
Ipapo inzwi rakabva pachigaro choushe, richiti:
"Rumbidzai Mwari wedu,
imi varanda vake mose,
imi munomutya,
mose vaduku navakuru!"
Ipapo inzwi rakabva pachigaro choushe, richiti:
"Rumbidzai Mwari wedu,
imi varanda vake mose,
imi munomutya,
mose vaduku navakuru!"
"Nokuti kwakanyorwa kuchinzi:
" ‘Zvirokwazo noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Ishe,
‘ibvi rimwe nerimwe richapfugama pamberi pangu;
rurimi rumwe norumwe ruchareurura kuna Mwari.’ "
Pakupedzisira hama, ndinoti kwamuri: fungai pamusoro pezvinhu izvi zvose zvechokwadi, zvose zvinokudzwa, zvose zvakarurama, zvose zvakachena, zvose zvinodikanwa, zvose zvinoyevedza, kana paine chinhu chakaisvonaka kana chinorumbidzwa, fungai pamusoro pezvinhu izvi zvakadai.
Vida de louvor
O louvor transforma, fortalece a fé e nos conecta com o céu. Quem louva a Deus em toda circunstância experimenta sua presença real.
Shumirai Jehovha nokutya,
uye mufare nokudedera.
Ndichatenda Jehovha nokuda kwokururama kwake,
uye ndichaimbira zita raJehovha Wokumusoro-soro nziyo dzokurumbidza.
Ndichakurumbidzai, imi Jehovha, nomwoyo wangu wose;
ndichataura pamusoro pezvishamiso zvenyu zvose.
Ndichakurumbidzai, imi Jehovha, nomwoyo wangu wose;
ndichataura pamusoro pezvishamiso zvenyu zvose.
Ndichafara nokufarisisa mamuri;
ndichaimbira zita renyu nziyo dzokurumbidza, imi Wokumusoro-soro.
Jehovha ngaarumbidzwe,
nokuti akanzwa kuchemera kwangu ngoni.
Jehovha ndiye simba rangu nenhoo yangu;
mwoyo wangu unovimba naye, uye ndinobatsirwa.
Mwoyo wangu unokwakuka nomufaro
uye ndichamuvonga nenziyo.
Munhu anobayira chibayiro chokuvonga ndiye anondikudza,
uye anogadzira nzira
kuitira kuti ndimuratidze ruponeso rwaMwari."
Muna Mwari, iye ane shoko randinorumbidza,
muna Mwari ndinovimba; handichazotyi.
Ko, munhu anofa angandiitei?
Haiwa imi simba rangu, ndinokuimbirai nziyo dzokukurumbidzai;
imi, Mwari, ndimi nhare yangu, Mwari anondida.
Nokuti rudo rwenyu runokunda upenyu,
miromo yangu ichakurumbidzai.
Ndichakurumbidzai ndichiri mupenyu,
uye ndichasimudza maoko angu muzita renyu.
Kurumbidzwa kwakakumirirai, imi Mwari, muZioni;
kwamuri mhiko dzedu dzichazadziswa.
Haiwa, imi munonzwa munyengetero,
vanhu vose vachauya kwamuri.
Patakanga takafukidzwa nezvivi,
makakanganwira kudarika kwedu.
Ndakachema kwaari nomuromo wangu; rumbidzo yake yaiva parurimi rwangu.
Mwari ngaarumbidzwe,
iye asina kuramba munyengetero wangu.
Kana kudzivisa rudo rwake kwandiri!
Asi vakarurama ngavafare,
vafarisise pamberi paMwari;
ngavafare vapembere.
Imbirai Mwari, imbirai zita rake nziyo dzokurumbidza,
murumbidzei zvikuru iye anofamba pamusoro pamakore,
zita rake ndiJehovha,
uye farai pamberi pake.
Baba venherera, mudziviriri wechirikadzi,
ndiye Mwari ari paugaro hwake utsvene.
Imbirai Mwari, imbirai zita rake nziyo dzokurumbidza,
murumbidzei zvikuru iye anofamba pamusoro pamakore,
zita rake ndiJehovha,
uye farai pamberi pake.
Ishe ngaarumbidzwe, Mwari Muponesi wedu,
anotakura mitoro yedu zuva nezuva. Sera
Vakaropafadzwa avo vakadzidza kukurumbidzai,
vanofamba muchiedza pamberi penyu, imi Jehovha.
Kwete kwatiri, Jehovha, kwete kwatiri,
asi kukudzwa ngakupiwe kuzita renyu,
nokuda kworudo rwenyu nokutendeka kwenyu.
Rumbidzai Jehovha, imi ndudzi dzose;
Mukudzei, imi marudzi ose.
Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru,
uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi.
Rumbidzai Jehovha.
Ndichakurumbidzai nomwoyo wakarurama,
sezvo ndichidzidza mirayiro yenyu yakarurama.
Nokuti imi makasika zvomukatikati mangu;
makandiruka ndiri mudumbu ramai vangu.
Ndinokurumbidzai nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa uye unoshamisa;
mabasa enyu anoshamisa,
ndinonyatsozviziva kwazvo.
Jehovha Dombo rangu ngaarumbidzwe,
iye anodzidzisa
maoko angu kurwa.
Rumbidza Jehovha.
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu.
Ndicharumbidza Jehovha mazuva ose oupenyu hwangu;
ndichaimbira Mwari wangu nziyo dzokurumbidza ndichiri mupenyu.
Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose pakufamba kwedu muna Kristu uye kubudikidza nesu anoratidza kwose kwose kunhuhwirira kworuzivo rwake.
akatirongera kare kuti tigoitwa vana vake kubudikidza naJesu Kristu, maererano nomufaro wake uye nokuda kwake, kuti kunakisisa kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muna Iye waanoda kurumbidzwe.
Ndinonyengetera kuti kubva papfuma yokubwinya kwavo vakusimbisei nesimba noMweya wavo mumunhu womukati,
Asi imi muri vanhu vakasanangurwa, uprista hwamambo, rudzi rutsvene, vanhu vaMwari chaivo, vaakadana kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai kuti mubve murima, muuye muchiedza chake chinoshamisa.
Asi imi muri vanhu vakasanangurwa, uprista hwamambo, rudzi rutsvene, vanhu vaMwari chaivo, vaakadana kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai kuti mubve murima, muuye muchiedza chake chinoshamisa. Kare makanga musiri vanhu, asi zvino mava vanhu vaMwari; kare makanga musinganzwirwi ngoni, asi zvino makagamuchira ngoni.
Ndinodana kuna Jehovha, iye anofanira kurumbidzwa,
uye ndinoponeswa kubva kuvavengi vangu.
Naizvozvo ndichakurumbidzai, imi Jehovha, pakati pendudzi;
ndicharumbidza zita renyu nenziyo.
Ndiye rumbidzo yenyu; ndiye Mwari wenyu, iye akakuitirai zvinhu zvikuru nezvishamiso zvinotyisa zviya zvamakaona nameso enyu.
Achati, "Inzwai, imi Israeri, nhasi muri kuenda kundorwa navavengi venyu. Mwoyo yenyu ngairege kupera simba kana kutya; regai kutyiswa kana kuvhundutswa pamberi pavo.
Mumuromo mumwe chete imomo munobuda kurumbidza nokutuka. Hama dzangu, hazvifaniri kudaro.
Ndinoti kwauri, iwe ndiwe Petro, paruware urwu ndichavaka kereke yangu, kunyange masuo eHadhesi haangaikundi.
Tsungirira pamwe chete nesu somurwi akanaka waKristu Jesu.
Hakuna munhu anoshanda somurwi anozviisa pazvinhu zvoupenyu hwavasiri varwi, nokuti anoda kufadza mukuru wake wehondo.
Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.
Ndinokunyorerai, madzibaba,
nokuti makamuziva iye akanga aripo kubva pakutanga.
Ndinokunyorerai, imi majaya,
nokuti mune simba,
shoko raMwari rinogara mamuri,
uye makakunda iye akaipa.
Shamwari dzinodikanwa, kunyange ndakanga ndichishingairira kuti ndinyore kwamuri pamusoro poruponeso rwatinogovana, ndakafunga kuti ndinofanira kunyora ndichikukurudzirai kuti murwire kutenda kwakapiwa vatsvene kamwe.
Mazuva ose vairamba vachiungana pamwe chete mutemberi. Vaimedura chingwa mudzimba dzavo uye vachidya pamwe chete nomufaro uye nomwoyo wakanaka, vachirumbidza Mwari uye vachidikanwa navanhu vose. Uye Ishe akawedzera pauwandu hwavo zuva rimwe nerimwe avo vakanga vachiponeswa.