Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "paz"

103 resultados encontrados

  1. 2 Samuel 4

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 4
    Mostrando versículo 10 de 12

    10pandakaudzwa nomumwe murume kuti, ‘Sauro afa,’ iye achifunga kuti ari kuuya nenhau dzakanaka, ndakamubata ndikamuuraya paZikiragi. Ndiwo mubayiro wandakamupa pamashoko ake!

  2. Hebreus 7

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 7
    Mostrando versículo 6 de 28

    6Murume uyu, kunyange zvakadaro, akanga asina rudzi runobva pazvizvarwa zvaRevhi, asi akatora chegumi kubva kuna Abhurahama uye akaropafadza iye akanga ane zvipikirwa.

  3. Apocalipse 18

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 18
    Mostrando versículo 3 de 24

    3Nokuti ndudzi dzose dzakanwawaini inopengesa youpombwe hwaro.Madzimambo enyika akaita upombwe naro,uye vashambadziri venyika vakapfuma kubva pazvinofadza zvaro zvizhinji."

  4. 2 Reis 15

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 15
    Mostrando versículo 5 de 38

    5Jehovha akarova mambo namaperembudzi kusvikira pazuva raakafa, uye aigara mumba yake oga. Jotamu mwanakomana wamambo ndiye akanga ari mutariri womuzinda uye aitonga vanhu venyika iyoyo.

  5. Salmos 134

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 134
    Mostrando versículo 3 de 3

    3Dai Jehovha, iye Muiti wedenga napasi,akuropafadzai kubva paZioni.

  6. Números 31

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 31
    Mostrando versículo 19 de 54

    19"Imi mose makauraya ani zvake kana kubata ani zvake akaurayiwa, munofanira kugara kunze kwomusasa kwamazuva manomwe. Pazuva rechitanhatu nezuva rechinomwe, munofanira kuzvinatsa imi nenhapwa dzenyu.

  7. Zacarias 13

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 13
    Mostrando versículo 1 de 9

    1"Pazuva iro imba yaDhavhidhi navagari vomuJerusarema, vachadziurirwa chitubu kuti vanatswe kubva pachivi nokusachena.

  8. Ezequiel 48

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 48
    Mostrando versículo 15 de 35

    15"Nzvimbo dzakasara, dzina makubhiti zviuru zvishanu paupamhi namakubhiti zviuru makumi maviri namashanu pakureba, dzichashandiswa neguta, sepokugara namafuro. Guta richava pakati pazvo

  9. Jeremias 50

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 50
    Mostrando versículo 19 de 46

    19Asi ndichadzosera Israeri kumafuro ake,uye achafura paKarimeri nepaBhashani;achadya akagutapazvikomo zveEfuremu neGireadhi.

  10. Amós 9

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 9
    Mostrando versículo 11 de 15

    11"Pazuva iro ndichamisazvetende raDhavhidhi rakawa.Ndichavakazve nzvimbo dzaro dzakaputsika,ndigovakazve matongo aro,uye ndicharivaka sezvarakanga rakaita,

  11. Provérbios 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículo 27 de 33

    27dambudziko parichakukundai sedutu,njodzi paichavhuvhuta pamusoro penyu sechamupupuri,nhamo namatambudziko pazvichakukundai.

  12. Lucas 21

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 21
    Mostrando versículo 25 de 38

    25"Kuchava nezviratidzo pazuva, pamwedzi napanyeredzi. Panyika, ndudzi dzichatambudzika uye dzichakanganiswa nokutinhira uye namasaisai egungwa.

  13. Isaías 28

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 28
    Mostrando versículo 5 de 29

    5Pazuva iro Jehovha Wamasimba Ose achava korona inobwinya,chishongo chakanaka chavanhu vake vakasara.

  14. Jó 24

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 24
    Mostrando versículo 9 de 25

    9Mwana nherera anobvutwa kubva pazamu;mwana mucheche womurombo anotorwa nokuda kwechikwereti.

  15. Gênesis 22

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 22
    Mostrando versículo 4 de 24

    4Pazuva rechitatu, Abhurahama akasimudza meso ake akaona nzvimbo yacho ichiri kure.

  16. Levítico 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículo 11 de 19

    11" ‘Asi, kana asingakwanisi kuuya nenjiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri, anofanira kuuya nechipiriso chezvivi zvake chiri chegumi cheefa5:11 marita angaita 2 youpfu hwakatsetseka sechipiriso chezvivi. Haafaniri kuisa mafuta kana zvinonhuhwira pazviri nokuti chipiriso chechivi.

  17. Ezequiel 38

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 38
    Mostrando versículo 10 de 23

    10" ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva iro, mwoyo wako uchapindwa nepfungwa dzakaipa, uchafunga zano rakaipa.

  18. Salmos 119

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 119
    Mostrando versículo 31 de 176

    31Haiwa Jehovha, ini ndichabatirira pazvirevo zvenyu;musandirega ndichinyadziswa.

  19. Provérbios 18

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 18
    Mostrando versículo 20 de 24

    20Kubva pazvibereko zvomuromo wake dumbu romunhu rinogutiswa;nezvinobva pamiromo yake achagutiswa.

  20. Isaías 25

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 25
    Mostrando versículo 8 de 12

    8iye achamedza rufu nokusingaperi.Wamasimba Ose achapisika misodzikubva pazviso zvose;achabvisa kunyadziswa kwavanhu vakepanyika yose.Jehovha ataura.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo