Pular para o conteúdo
Publicidade

Hosea 1

Mukadzi waHosea navana vake

2 Jehovha paakatanga kutaura kubudikidza naHosea, akati kwaari, "Enda, unozvitorera mukadzi woufeve navana voufeve nokuti nyika ine mhosva yokuita ufeve hwakaipisisa nokuti yakabva kuna Jehovha."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também