Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "esperança"

24 resultados encontrados

  1. Hebreus 6

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 6
    Mostrando versículos 2–19 de 20

    2nodzidziso yotsika yokushambidzana, yokubatiwa pamusoro, kumuka kwovadopfa, uye nokutongewa kusingapere.

    15Nokudaro mumasure mokutsungirira, Abhurahamu adowana chivimbiso.

    19Tinayo tariro yakarei idotsigihwa nochitsigiso chisingagwetedzeke chomweya, inopinda mukati munzvimbo itsvene, kuseri kwobiza rinovharidzira zviri kumberi,

  2. Romanos 11

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 11
    Mostrando versículos 1–32 de 36

    1Inipano ndinobvunza kuti: Anga Mwari adoramba vanhu vache chere? Neye, ndizvo rini! Inini pachangu ndidotovawo muIzirairi, chizvahwa chaAbhurahamu, ndiri wodzinza raBhenjamini.

    20Hinde. Vadokwanhuriwa nondava yokusatenda, iwepa udotomirawo nokutenda. Chireka kumbodumba, asi icha.

    32Ndava Mwari adozaririra vanhu vese pakusateerera kuti avaitire tsitsi vese.

  3. Romanos 12

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 12
    Mostrando versículos 9–16 de 21

    9Rudo mbarive rudoperera. Zondai zvidoipa, mubatirire pano zvidonaka.

    12Farai patariro, muite mwoyo murefu mumatambudziko, mutendeke paminyengetero.

    16Garai muchiwirirana. Rekai kuzvikudza, asi idai kufambidzana novanhu vadoderera. Rekai kuzviona kunge mudochenjera.

  4. Romanos 14

    KoreKore Bible Translation
    Capítulo 14
    Mostrando versículos 1–16 de 23

    1Tambirai asinai kusimba pakutenda, musingapikisi mafungiro yache.

    2Kutenda kwoumwe kunomubvumira kuja zvese, asi anokutenda kusinai kusimba anondoja muriwo basi.

    16Reka kutendera kuti chaunoti chidonaka, chidzotohwa sechidonyangara.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo