5Ndava kuburikidza noMweya tinomirira nokutenda kururama kwatinotariro nako.
7Maitizira zvidonaka! Mbani adokurambidzai kuteerera chokwadi?
9Mbiriso ishomashoma inofufumisa mukanyiwa wese.
21 resultados encontrados
5Ndava kuburikidza noMweya tinomirira nokutenda kururama kwatinotariro nako.
7Maitizira zvidonaka! Mbani adokurambidzai kuteerera chokwadi?
9Mbiriso ishomashoma inofufumisa mukanyiwa wese.
7Ndahwa kuhwa kudonaka, ndapedza mujaho wangu, ndachengeta kutenda.
12Ndidotuma Tikikasi kuEfeso.
22Ishe mbaave nomweya wako.Mutsa mbauve nemi mese.
8ko ushumiri hwoMweya hungaveba nokuyetima kukuru nai?
10Ndava icho chaiyetima chatsinzinirafuti nondava yokuyetima kunochikunda.
12Sezvo tino tariro idodai, tinokushinga kudosimba.
6Kufunga kwounhu hwakare, ipfa, asi kufunga kunotongewa noMweya, upenyu norunyararo,
24Ndava tidoponesehwa tariro yakareyo. Asi tariro inooneka itariroba yochaiyo peno. Ndava mbani angagurupire chaari kutoona kare?
25Asi kana tichigurupira chatisinai, tinomirira nomwoyo murefu.
1Rudo mbarirambe riripo pakati pohama.
21mbaakukwanisei nozvinhu zvese zvidonaka kuti muite kuda kwache, iye achishanda mukati menyu zvinhu zvinofadza pamberi pache, kuburikidza naJesu Khirisitu, mbaave nokubhwinya nokusingaperepere! Ameni.
25Mutsa mbauve nemi mese. Ameni.
3Moresai Pirisira naAkwira vashandi biyangu muna Khirisitu Jesu.
24Mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbauve nemi mese. Ameni.
27Kuna Mwari wega adochenjera mbakuve kubhwinya narini narini kuburikidza naJesu Khirisitu. Ameni.
26Ipopo vanhu vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya ari mumakuti nomasimba makuru nokubhwinya.
33Chenjerai, murindire, ndava hamuzive kuti nguwa inosvika rini.
36Kuti areke kundoyerekana wasvika achikuwanai mudoenzera hope.
2Kuna Timoti, mwana wangu wochokwadi pakutenda.Mutsa, notsitsi, norunyararo zvinobva kuna Mwari Baba naKhirisitu Jesu Ishe wedu mbazvive kwauri.
5Chinangwa chokuraira kwedu rudo rinobva pamwoyo udochena, hana idonaka nokutenda kudoperera.
19udobatirira kutenda nohana idonaka, zvinova zvidorambiwa novamwe, vachibva vambwedza kutenda kwavo.
13Ndini Arufa naOmega, wokuthanga nowokupedzisira, mavambo nomagumo."
17Mweya noMuroora vanoti, "Uya."Naiye anonzva mbaati, "Uya."Noanonyota mbaauye, anoda mbaatore mvura youpenyu pasinai chaanobhadhara.
21Mutsa waIshe Jesu mbauve novanhu vese. Ameni.
1Zvino kutenda ndicho chisimbiso chozvinhu zvatinotarisira, nochiratidzo chozvinhu zvatisingaone.
20Nokutenda Isaki adokomborera umwe noumwe wovanakomana vaJakobho naIsau pamusoro poramangwana ravo.
27Nokutenda adobirika muIjipiti asingache ukari hwamambo, nokuti adotsungirira semunhu anoona iye asingaoneke.
7Rudo rinotsungirira pazvinhu zvese, rinotenda zvese, rinogurupira pazvinhu zvese, rinochiirira pazvinhu zvese.
9Ndava ruzivo redu harinai kuzara nochiporofiti chedu hachinai kuzara,
13Nokudaro kutenda, tariro, norudo, zvitatu izvi ndizvo zvinogara, asi chikuru chazvene ndiro rudo.
7kuti musure mokururamisiwa nomutsa wache tiitiwe vaji vonhaka maererano notariro youpenyu husingapere.
8Kunyaira kwakareku nghokwochokwadi.Ndinoda kuti iwepa usimbise zvinhu zvakarezvi, kuitira kuti avo vadotenda muna Mwari vachenjere kuva vanoita mabasa yadonaka, zvakarezvi zvidonakitsa futi zvinobatsira vanhu.
15Vese vandinavo vari kukumoresa. Ndimoresereiwo avo vanotida pakutenda.Mutsa mbauve nemi mese.
3uye kuti vese vadoja zvokuja zvibodzibodzi zvomweya
18Fungai vaIzirairi, ko avo vanoja zvibairo vanokovanaba noatari nai?
22Tinoda kumutsa chanje yaIshe chere? Tinomukunda kusimba chere?
5Ndinofunga ndiriba mudiki wokupedzisira panhumwa vadokudzitsiwa.
11Nondava yei? Indava yokuti ndinokudaiba chere? Mwari anoziva kuti ndinokudai!
23Mbaranda vaKhirisitu chere? Ndiri kunyaira kunge ndinopenga asi ndiri muranda ari hasa kukunda ivo! Ndidoshanditsa, ndidoisiwa mutorongo kazinji, ndidorohwa kasingaverengeke, kusvika pakuda kupfa kazinji.
1Hama, kana munhu akabatiwa achitadza, imipa vanorarama mumweya mudzoreredzei mudopfava. Asi chenjerai, kuti naimipawo mureke kuedzewa.
7Rekai kunyengedzewa, Mwari haasekewe, ndava chese chinojariwa nomunhu ndicho chaanokohwa.
18Hama, mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbazvive nomweya wenyu. Ameni.
5Ishe mubodzi, kutenda kubodzi, ruombeko ribodzi,
7Asi mutsa udopiwa kuno umwe noumwe wedu zvichienderana nochiyero chokupa kwaKhirisitu.
23moitiwa vatsva mumweya nomupfungwa dzenyu,
26futi wese mupenyu anotenda kwandiri achapfaba. Unozvitenda chere?"
35Jesu adorira.
40Jesu adoti kwaari, "Ko handinai kukunyairira kuti kana ukatenda uchaona kubhwinya kwaMwari?"
6Tino zvipo zvidosiyana maererano nonyasha dzatidopasiwa. Kana chipo chomunhu chiri chokuporofita, mbaaporofite zvinoenderana nokutenda kwake.
9Rudo mbarive rudoperera. Zondai zvidoipa, mubatirire pano zvidonaka.
12Farai patariro, muite mwoyo murefu mumatambudziko, mutendeke paminyengetero.
5Mwari ndiye adotinhadzirira chinhu chakarechi, nokutipasa Mweya sechibatiso.
7ndava tinotekaira nokutenda, aikona nokuona.
8Tino kurudziro idozara, tinotoda kubirika mumuviri kuti tive kumusha naIshe.
2Pakare zvinodiwa kuti vachengetedzi vawanike vadotendeka
13Patinofudziwa, tinopindura nounyoro. Tava manyara, futi izvozvi tiri manyara yonyika, panotaihwa tsambwa yese.
21Chii chamunoda? Ndiuye kwamuri nomushamu chere, kana norudo mumweya wounyoro?