Mostrando versículos 4–17 de 21
4Ndava Khirisitu ndiye kugon’a kwomutemo kuitira kuti pave nokururamisiwa kwovese vanotenda.
7Kana kuti, "Mbani achaburukira kugwiri?" (Ndiko kuti atibiritsire Khirisitu kubva kuvadopfa).
17Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.