1Manje toti chii? Timbondotadza kuitira kuti mutsa dzimbondowanziwa chere?
7ndava wese wapfa wasununguriwa kubva pachitema.
15Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo!
33 resultados encontrados
1Manje toti chii? Timbondotadza kuitira kuti mutsa dzimbondowanziwa chere?
7ndava wese wapfa wasununguriwa kubva pachitema.
15Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo!
3Yeukai avo vari mutorongo, kunge mudosungiwa pabodzi navo, novanobatiwa uyanga, sekunge ndimi muri kutambura.
10Isisu tino atari pasingatendehwe kujihwa novanobata basa pabumba rokukumanira.
25Mutsa mbauve nemi mese. Ameni.
9Ita paunogona napo kuuya kuno nokamangu,
18Ishe achandipukunyutsa kubva kuno zvidoipa zvese wondiponesa kuti andisvitse muumambo hwache hwokudenga. Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingaperepere. Ameni.
22Ishe mbaave nomweya wako.Mutsa mbauve nemi mese.
16Mukadzi, uchaziva tini kana uchaponesa murume wako? Murume, uchaziva tini kana uchaponesa mukadzi wako?
22Ndava uyo adodaidziwa muna Ishe ari muranda munhu adosununguka waIshe. Ndomwenzewo nowanga adosununguka pakudaidziwa wava muranda muna Khirisitu.
27Udosungiwa pamukadzi chere? Reka kutsvaga kusununguhwa. Udosununguhwa pamukadzi chere? Reka kutsvaga kuroora.
30Ko isisu seiko tichizviisa panyatwa nguwa yese
36Iwe dzemwa romunhu! Chaunojara hachimere kunze kwokunge chapfa.
52kundoti ngwezu, kunge kuboira kwoziso, pahwamanda yokupedzisira. Ndava hwamanda icharira, vadopfa vachamuka vasisaparare, uye tichasanduhwa.
3Moresai Pirisira naAkwira vashandi biyangu muna Khirisitu Jesu.
24Mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbauve nemi mese. Ameni.
27Kuna Mwari wega adochenjera mbakuve kubhwinya narini narini kuburikidza naJesu Khirisitu. Ameni.
4Ndava nokuvhuwa adorovehwa pamuchinjikwa, asi mupenyu kuburikidza nosimba raMwari. Ndava tidovhuwa maari, asi pakubata nemi tichararama naye nosimba raMwari.
12Moresanai nokutsvodana kutsvene.
13Vatsvene vese vari kukumoresai.
15NaMweya Mutsvene anotipfakazirawo, paanoti,
20nonzira itsva ipenyu yaadotivhurira kuburikidza nobiza rokudziirira, ndiwo muviri wache.
31Chinhu chinochisa kuwira mumanja yaMwari mupenyu.
2vadokaripa nokuti vanga vachidzidzisa vanhu nokuparidza zvokumuka kwovadopfa muna Jesu.
22Nokuti munhu wanga waitihwa chiratidzo chakarechi chokuporesewa wanga waanomakore makumi manai yachiraudza.
35ndokuyiisa pamberi ponhumwa. Mari idokovehwa munhu umwe noumwe pakushaiwa kwache.
2kuti tihwihwe kubva kuvanhu vadoipa novanyangadzi, ndava havasi vese vanokutenda.
3Asi Ishe adotendeka, achakusimbisai, nokukuchengetedzai kubva kuno adoipa.
18Mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbauve naimimi mese.
21Zvino wese anodaidza kuzita raIshe achaponesewa.’
24Asi Mwari adomumutsa, kubva kuvadopfa achimusunungura kubva kumahwadzo yoipfa, nokuti zvaikonekaba kuti ipfayo irambe idomubata.
43Kucha kudouya kuvanhu vese, nokuda kwozvishamiso nozviratidzo zvizinji zvidoitiwa nonhumwa.
2Ndava kana ndikakusuwisai, mbani achandipasa mufaro, kunze kwowakareyo wandasuwisa?
6Kumunhu adodaiyu kuranga ikoku kworuzinji kudokwana,
16kuno umwe tiri hwema hwoipfa, kuno umwe tiri hwema hwoupenyu. Mbani anokwanisa basa ridodai?
3Hakuchinai chinhu chidoshurikidziwa.Asi mupando waMwari woushe nowoHwayana uchava mukati marene, varanda vache vachamunamata.
17Mweya noMuroora vanoti, "Uya."Naiye anonzva mbaati, "Uya."Noanonyota mbaauye, anoda mbaatore mvura youpenyu pasinai chaanobhadhara.
21Mutsa waIshe Jesu mbauve novanhu vese. Ameni.
28Zvino pakumuka kwovadopfa, achava mukadzi woupi pavanomwevo, zvaadova mukadzi wavo vese?"
36"Mudzidzisi, mumutemo ngupi murairo mukuru?"
38Wakareyu ndiwo murairo mukuru nowokuthanga.
4Ndava chese chidosikiwa naMwari chidonaka, futi hapanai chinofanira kurambiwa kana chichitambihwa nokutenda,
5ndava chinoitiwa chitsvene noshoko raMwari futi nomunamato.
10Ndosaka tichishanda nokushingirira, ndava tidoisa tariro yedu muna Mwari mupenyu, anova Muponisi wovanhu vese, kunyanyitsa wovanotenda.
2mutariro youpenyu husingapere, hudovimbisiwa naMwari asinganyepe nguwa isinati yavapo,
3futi panguwa idofanira zvidonangidziwa mushoko rache kuburikidza nokuparidza kwandidovimbiwa nako nokuraira kwaMwari Muponisi wedu.
4Kuna Tito, mwana wangu chaiye pakutenda kwedu tese.Mutsa norugare zvinobva kuna Mwari Baba naKhirisitu Jesu Muponisi wedu mbazvive kwauri.
16Farai nguwa dzese,
17rambai muchinamata,
28Mutsa waIshe wedu Jesu Khirisitu mbauve naimimi.
23Zvisinei, tumwadiya tudobva kuTaibheriyasi tudonyedza panzvimbo yavadojira mazingwa musure mokunamata kudoitiwa naJesu.
48Ndini zingwa roupenyu.
50Iri ndiro zingwa ridoburuka kubva kudenga, kuti munhu arije areke kupfa.
9Mbiriso ishomashoma inofufumisa mukanyiwa wese.
13Hama mudodaidzihwa rusununguko. Asi chete rekai kushandisa kusununguka kwenyu semukana wokufadza muviri. Asi kuburikidza norudo ivai vanoshandirana.
23kupfava nokuzvibata. Hapanai mutemo unopesana nokuita kudodai.
8asi dzidokundiwa futi panga pasisina nzvimbo yadzene kudenga.
13Tsato paidoona kuti yakutukudzihwa pasi panyika, idodzingidza mukadzi adozvara mwana mukomana.
18Tsato idomira pajecha rogungwa.