13Mazano ose awakagamuchira, akakunetesa chete!Vanhu vako vanocherechedza nyeredzi ngavauye mberi,avo vanotarira nyeredzi vachifembera mwedzi nomwedzi,ngavakuponese pane zviri kuuya pamusoro pako.
Resultados da busca por "fé"
37 resultados encontrados
- Capítulo 47
Isaías 47
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 13 de 15 - Capítulo 12
Romanos 12
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 9–15 de 219Rudo ngaruve rwechokwadi. Vengai zvakaipa; namatirai pane zvakanaka.
13Goveranai navanhu vaMwari vanoshayiwa. Itirai vaeni rudo.
15Farai navanofara; chemai navanochema.
- Capítulo 1
Apocalipse 1
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 11 de 2011richiti, "Nyora mubhuku rakapetwa zvaunoona ugozvitumira kukereke nomwe: dzokuEfeso, Simina, Pegamo, Tiatira, Sadhisi, Firadherifia neRaodhikea."
- Capítulo 5
Eclesiastes 5
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 1–7 de 201Chenjerera rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari. Enda pedyo undonzwa pano kuti upe chibayiro chamapenzi, vasingazivi kuti vanoita zvakaipa.
4Kana waita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuizadzisa. Iye haafariri mapenzi; zadzisa mhiko yako.
7Kurota kuzhinji namashoko mazhinji hazvina maturo. Naizvozvo mira utye Mwari.
- Capítulo 8
1 Crônicas 8
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 39 de 4039Vanakomana vomununʼuna wake Esheki vaiva:Uramu dangwe rake, Jeushi mwanakomana wake wechipiri naErifereti wechitatu.
- Capítulo 1
Gálatas 1
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 2–7 de 242nehama dzose dzineni, kukereke dziri muGaratia:
5ngaave nokubwinya nokusingaperi. Ameni.
7risati riri vhangeri chairo kana napaduku. Zviri pachena kuti vamwe vanhu vanoda kukukanganisai vachiedza kushandura vhangeri raKristu.
- Capítulo 1
Efésios 1
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 1 de 231Pauro, mupostori waKristu Jesu nokuda kwaMwari, kuvatsvene vari muEfeso, vakatendeka muna Kristu Jesu:
- Capítulo 40
Êxodo 40
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 13 de 3813Ipapo ugopfekedza Aroni nguo tsvene, umuzodze uye ugomunatsa kuti agondishumira somuprista.
- Capítulo 1
João 1
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 1–24 de 511Pakutanga pakanga pane Shoko, uye Shoko rakanga riri kuna Mwari, uye Shoko rakanga riri Mwari.
9Chiedza chezvokwadi chinovhenekera vanhu vose chainge chichizouya munyika.
24Zvino vamwe vaFarisi vakanga vatumwa
- Capítulo 119
Salmos 119
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 8–144 de 1768Ndichateerera mitemo yenyu;regai kundirasa zvachose.Bheti
16Ndinofarira mitemo yenyu;handingakanganwi shoko renyu.Gimeri
144Zvirevo zvenyu zvinogara zvakarurama;ndipeiwo kunzwisisa kuti ndirarame.Kofi
- Capítulo 7
João 7
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículos 39–48 de 5339Nokutaura uku, akanga achireva zvoMweya Mutsvene, uyo waizogamuchirwa navaya vanotenda kwaari. Nokuti Mweya wakanga usati wapiwa, sezvo Jesu akanga asati apinda mukubwinya kwake.
47VaFarisi vakati, "Munoreva kuti atokunyengerai nemiwo?
48Pane mumwe wavatongi kana wavaFarisi ava kutenda kwaari here?
- Capítulo 17
Juízes 17
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 10 de 1310Ipapo Mika akati kwaari, "Gara hako neni ugova baba vangu nomuprista wangu, uye ndichakupa mashekeri esirivha gumi17:10 magiramu angaita 115 pagore, nguo dzako dzokupfeka uye nezvokudya zvako."
- Capítulo 24
Atos 24
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 2 de 272Pauro akati adaidzwa kuti apinde, Teturo akasvitsa nyaya yake kuna Ferikisi achiti, "Isu takafadzwa nenguva refu yorugare pasi poutongi hwenyu, uye kunzwisisa kwenyu kwakashandura rudzi urwu.
- Capítulo 25
Atos 25
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 1 de 271Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokusvika kwake munyika iyo, Fesitasi akakwira kubva kuKesaria akaenda kuJerusarema,
- Capítulo 3
Apocalipse 3
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 4 de 224Asi una vanhu vashoma muSadhisi vasina kusvibisa nguo dzavo. Vachafamba neni, vakapfeka nguo chena, nokuti ndivo vakafanira.
- Capítulo 26
Atos 26
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 24 de 3224Ipapo Fesitasi akati kuna Pauro nenzwi guru, "Pauro, wava kupenga! Kudzidza kwako kukuru kwava kukupengesa."
- Capítulo 23
Atos 23
Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017Mostrando versículo 24 de 3524Mutsvakirewo Pauro bhiza rokutasva kuitira kuti andosvika zvakanaka kuMubati Ferikisi."