16 tiziba kuti unhu aatolulamiswa nemishingo yomulawo, koga nokudimbwa munaJesu Kristo, nezwo nasubo, takadimbwa munaKristo Jesu, kuti tilulamiswe nokudimbwa munaKristo, akale kusi mishingo yomulawo, nokuti nemishingo yomulawo apana uchalulamiswa.