Publicidade

Bom ânimo

Por Bíblia Online

Tende bom ânimo! Jesus repetiu estas palavras aos seus discípulos em meio às tempestades. No mundo tereis aflições, mas Ele já venceu o mundo — e nos dá coragem para enfrentar tudo.

Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."

Ndava Mwari haanai kutipasa Mweya wokucha, asi Mweya wosimba noworudo nowokuzvidzora.

Ndinoita zvese kuburikidza naiye anondipasa simba.

Asi nokamangu adonyaira kwavari achiti, "Batai hana, ndini, rekai kucha."

Ndava vese vamuona futi vadobva vabatiwa nokucha.

Asi nokamangu adonyaira navo achiti, "Dekharikai, ndini, rekai zvenyu kucha."

Jesu adobva wati, "Mwanasikana, kutenda kwako kwakuporesa, enda murunyararo."

Saka nguwa dzese tino kurudziro idozara, tichiziva kuti patinenge tichiri mumba imo mumuviri hatisi kuna Ishe,

Saka tsungai mwoyo, varume, ndava ndinokutenda muna Mwari kuti zvichava chaizvoizvo sekunyairihwa kwandaitiwa.

Futi ndinochokwadi chokuti iye adothanga basa ridonaka mamuri acharipedzisa pazuva raKhirisitu Jesu.

Munozvakarezvi zvese munofara maninge, kana zvazvene kwonguwa ino ipfupi muchifanira kudzudziwa nomarudzi yese yomiyedzo.

Ndinosuva kukuonai kuitira kuti ndikupungurirei chimwe chipo chomweya chikusimbisei. ndiko kuti, imipa nainini tikurudzirane pakutenda.

Kurarama noKutenda

Saka hatiori mwoyo. Kana munhu wedu wokunze achiperezeka zvache, munhu wedu womukati anovandudziwa zuva nozuva.

Naizvozvo kurudziranai nokuvakhana, sezvamuri kundoita.

Nochikonzero chakarechi, hama, pakushushikana kwedu kwese nokutambudzika tanga tichinyaradziwa pamusoro penyu kuburikidza nokutenda kwenyu,

Seja o primeiro
Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-