amor de Deus
O amor de Deus é a maior realidade do universo. Ele nos amou com amor eterno, incondicional e sacrificial — e nada no mundo pode nos separar desse amor.
Amor eterno
Deus amou o mundo de tal maneira que deu o seu Filho. Seu amor é de eternidade a eternidade — nunca falha.
Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.
Asi Mwari anonangidza rudo rake kwatiri pakuti, patanga tichiri vatadzi Khirisitu adotipfira!
Ndava ndinochokwadi kuti ingave ipfa kana upenyu, dzingave ngirozi kana vatongi, zvingave zvamanji kana zvinouya, kana masimba yapi zvayene, kana zvidokwirira kana zvokugwiri, kana chimwewo chinhu pazvisikwa zvese, hapanai chinogona kutiparadzanisa norudo raMwari ruri muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.
Natureza do amor divino
Deus é amor. O amor é paciente, benigno. O amor do Pai nos adota como filhos e nos transforma à sua imagem.
Mwari Rudo
Hama dzangu, mbatidananei, ndava rudo runobva kuna Mwari. Wese anorudo adozvahwa naMwari, futi anoziva Mwari. Wese asingade anozivaba Mwari, ndava Mwari rudo.
Munozvakarezvi rudo raMwari ridonangidziwa pakati pedu, kuti Mwari adotumira panyika Mwanakomana wache mubodzi, kuti tirarame kuburikidza naye. Rakareri ndiro rudo, aikona kuti tidoda Mwari, asi kuti iye adotida ndokutuma Mwanakomana wache kuti ave chibairo chozvitadzo zvedu.
Hama dzangu, sezvo Mwari adotiditsa daipa, tinofanira kudananawo pakati pedu.
Saka tinoziva futi tinotenda rudo raMwari kwatiri.
Mwari rudo, uyo anogara murudo anogara muna Mwari naMwari anogara maari.
Tinoda nokuti adothanga kutida.
Vana VaMwari
Onai kukura kworudo ratidopasiwa naBaba, rokuti tiitiwe vana vaMwari! Izvozvi ndizvo zvatiri peno! Chikonzero chinoita kuti nyika isaye kutiziva nyhokuti hainai kumuziva iye.
Murairo Mutsva
Hama dzangu, ndinonyoraba kwamuri umwe murairo mutsva, asi wokare, murairo wokare ndiro shoko ramudonzva. Kunyange zvidodaipo ndiri kukunyorerai mutemo mutsva, chinova chokwadi maari nomamuri, ndava rima riri kupamwara futi chiedza chochokwadi chaakutovhenekera.
Nokuti rakareri ndiro rudo raMwari, kuti tichengete mirairo yache. Futi mitemo yache haireme.
Rudo runo mwoyo murefu futi runyoro, rudo harinai chanje, harizvikudze kana kuzvitutumadza,
Expressões do amor de Deus
O Senhor nos ama com alegria e canta sobre nós. Queni a mim vem, amará; e quem me ama, o Pai o amará.
Ndidoroverehwa kubodzi naKhirisitu, ndiniba ndichiri kurarama, asi Khirisitu anorarama mandiri. Upenyu hwandinorarama izvozvi mumuviri ndinohurarama nokutenda muMwanakomana waMwari, adondida ndokuzvipereka nokuda kwangu.
Asi Mwari adopfuma patsitsi, zvichibva parudo rikuru raadotida naro, kana zvazvene tanga tidopfa kuburikidza nozvitadzo zvedu, adotiraramisa pabodzi naKhirisitu tidoponesewa nomutsa.
Mutsa dzaIshe Jesu Khirisitu norudo raMwari nokuwadzana kwoMweya Mutsvene mbazvive nemi mese.
Futi dai Ishe watungamira mwoyo yenyu kurudo raMwari, nomukutsungirira kwaKhirisitu.