O Deus do impossível
Deus é o Deus do impossível. Para Ele não há nada difícil demais. O que parece impossível aos olhos humanos é perfeitamente possível para o Criador do universo.
Nada é impossível
Para Deus nada é impossível. Ele faz infinitamente mais do que podemos pedir ou imaginar — esse é o nosso Deus.
Asi Jesu adovanangara ndokuti kwavari, "Novanhu izvi hazvikwanisike, asi naMwari zvinhu zvese zvinokwanisika."
Zvino Jesu adovanangara ndokuti, "Kuvanhu, zvinokwanisikaba, asi naMwari zvinokwanisika."
Asi adoti, "Zvisingakwanisiki kuvanhu kuna Mwari zvinokwanisika."
Asi Mariya adoti kungirozi, "Anga zvakarezvi zvinoitika tini, sezvo inipano ndisinai murume?"
Ngirozi idoti kwaari, "Mweya Mutsvene achauya pauri, nomasimba yoWokumusorosoro yachakufukidza, saka mwana achazvahwa achaitiwa mutsvene, Mwanakomana waMwari. Chionaka, hama yako Erizabheti mukuchembera kwache watovawo nomimba yomwana mukomana, mwedzi uno watova wochitanhatu womunhu wakareyo waiitiwa ngomwa. Nokuti naMwari hapanai chisingagoneke."
Mariya adoti, "Onai, ndiri murandakadzi waIshe, mbazviitike kwandiri zvarehwa noshoko renyu." Ngirozi idobva yabirika paari.
Fé no impossível
Se tiverdes fé como um grão de mostarda... Os impossíveis de Deus são convites ao exercício da fé audaciosa.
Adoti kwavari, "Indava yokutenda kwenyu kudiki. Ndava chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda kudiki kunge mbeu yomasitadhi, muchati kugomo iri, ‘Ibva pano uende uko,’ richaenda, hapanai chingatadzike nemi."
Jesu adoti kwaari, "Kana uchitenda, zvese zvinogoneka kuno anotenda."
Nokudaro ndinoti kwamuri, chese chamunoda mukachinamatira nokutenda kuti matochitambira, muchachiwana.
Murume wakareyu Jesu, adoisiwa kwamuri maererano nourongwa chaihwo hwaMwari nokuziva kwache zviri kumberi, imipa mudomurovera pamuchinjikwa ndokumubaya kuburikidza nomanja yovanhu vadoipa. Asi Mwari adomumutsa, kubva kuvadopfa achimusunungura kubva kumahwadzo yoipfa, nokuti zvaikonekaba kuti ipfayo irambe idomubata.