Pular para o conteúdo
Publicidade

Por Bíblia Online

A fé é o fundamento da vida cristã. Sem fé é impossível agradar a Deus. Pela fé somos salvos, vivemos, vencemos o mundo e recebemos as promessas de Deus.

O que é a fé

A fé é a certeza daquilo que esperamos e a prova das coisas que não vemos. Ela é o alicerce de toda a vida espiritual.

Kutenda

Zvino kutenda ndicho chisimbiso chozvinhu zvatinotarisira, nochiratidzo chozvinhu zvatisingaone.

Kutenda

Zvino kutenda ndicho chisimbiso chozvinhu zvatinotarisira, nochiratidzo chozvinhu zvatisingaone.

Kutenda

Zvino kutenda ndicho chisimbiso chozvinhu zvatinotarisira, nochiratidzo chozvinhu zvatisingaone.

Uye kana pasinai kutenda hazvikwanisike kumufadza. Nokuti wese anonyedza papfupi naMwari anofanira kutenda kuti iye aripo uye kuti anopasa mibairo vakarevo vanomutsvagitsitsa.

Uye kana pasinai kutenda hazvikwanisike kumufadza. Nokuti wese anonyedza papfupi naMwari anofanira kutenda kuti iye aripo uye kuti anopasa mibairo vakarevo vanomutsvagitsitsa.

Uye kana pasinai kutenda hazvikwanisike kumufadza. Nokuti wese anonyedza papfupi naMwari anofanira kutenda kuti iye aripo uye kuti anopasa mibairo vakarevo vanomutsvagitsitsa.

Nokutenda naiye Sara pachake adopasiwa masimba yokuita pamuviri kana zvache wanga wachemberetsa asinati wazvara, nokuti adoti iyeyo adomupikira adotendeka.

asi adorurama wangu achararama nokutenda,

manje kana akadzokera mumasure,

mweya wangu haufari naye."

tidonangara kunaJesu muvambi nomukwanisi wokutenda kwedu, iye adoshinga pamuchinjikwa nokuda kwomufaro udoisiwa pamberi pache, adoshora kunyadzisiwa kwawene, achibva wagarikika kujanja roruji romupando woushe hwaMwari.

Salvos pela fé

Pela graça sois salvos, mediante a fé. O justo viverá pela fé — essa é a declaração central do evangelho.

Nokuti mudoponesewa nomutsa kuburikidza nokutenda, zvisingabve kwamuri, asi nzvochipo chaMwari peno, nzvomabasaba, kuti kureke kuva nomunhu anozvikudza.

pamusoro pozvakarezvi zvese, torai chivharidziro chokutenda, chokudzimwisa miseve inopfuta yoadoipa.

pamusoro pozvakarezvi zvese, torai chivharidziro chokutenda, chokudzimwisa miseve inopfuta yoadoipa.

kuti akusimbisei mumunhu womukati muchiva nosimba kuburikidza noMweya wache zvichienderana nokupfuma kuri mukubhwinya kwache, futi kuti Khirisitu agare mumwoyo menyu kuburikidza nokutenda, kuti imipa, muite midzi nokujirichira murudo,

Ndava muvhangeri kururama kunobva kuna Mwari kudoisiwa pachenu, kururama kunouya nokutenda kubva pamavambo kusvika pamagumo, sekunyohwa kwazvidoitiwa, "Adorurama achararama nokuenda."

Kukohoroka Kuna Mwari

Sezvo tidoruramisiwa nokutenda, tino runyararo kuna Mwari kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu.

Asi kumunhu asinai kushanda asi achindovimba naiye anoruramisa adoipa, kutenda kwacheko ndiko kunoverengewa kuti ndiko kururama.

Ndava unotenda nomwoyo ndokuti ururamisiwe, pakare unopupura nomuromo wako woponesewa.

Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.

Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.

Reka Kutonga Vamwe

Tambirai asinai kusimba pakutenda, musingapikisi mafungiro yache.

Kana munhu akaja achitsakidza, watova nomhosva, ndava kuja kwacheko kuri kubvaba pakutenda, ndava zvese zvisingabve pakutenda, chitema.

Dai Mwari wotariro wakuzazai nomufaro wese norunyararo pakuvimba kwenyu naye, kuitira kuti kuburikidza nosimba raMweya Mutsvene kugurupira kupfachukire mamuri.

Fé que vence

Esta é a vitória que venceu o mundo: a nossa fé. A fé remove montanhas e abre caminhos impossíveis.

Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu.

Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu.

Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu.

Jesu adoti kwaari, "Kana uchitenda, zvese zvinogoneka kuno anotenda."

Jesu adoti kwaari, "Kana uchitenda, zvese zvinogoneka kuno anotenda."

Jesu adovapindura achiti, "Ivai nokutenda muna Mwari.

Nokudaro ndinoti kwamuri, chese chamunoda mukachinamatira nokutenda kuti matochitambira, muchachiwana.

Jesu adoti kwaari, "Kutenda kwako kwakuporesa, chienda."

Kabodzi nokabodzi adoona, ndokumutevera munziramo.

Fé e confiança

Confia no Senhor de todo o coração. A fé não depende de circunstâncias — ela se apoia na fidelidade de Deus.

ndava tinotekaira nokutenda, aikona nokuona.

ndava tinotekaira nokutenda, aikona nokuona.

kuti kutenda kwenyu kureke kutsamira pauchenjeri hwomunhu asi musimba raMwari.

Kana ndikaporofita, nokunzvitsitsa zvidosvisvika zvese noruzivo rese, uye kana ndinokutenda kwese, zvokutosudurutsa makomo, asi ndisinai rudo, handisi chinhu.

Mazvi yoKupedzisira

Chenjerai, mumire mudosimba pakutenda, ivai vanhu vadoshinga, ivai nosimba.

Pedidos pela fé

Se tiverdes fé como um grão de mostarda, nada vos será impossível. Jesus elogiou a grande fé dos que o buscaram.

Adoti kwavari, "Indava yokutenda kwenyu kudiki. Ndava chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda kudiki kunge mbeu yomasitadhi, muchati kugomo iri, Ibva pano uende uko,richaenda, hapanai chingatadzike nemi."

Adoti kwavari, "Indava yokutenda kwenyu kudiki. Ndava chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda kudiki kunge mbeu yomasitadhi, muchati kugomo iri, Ibva pano uende uko,richaenda, hapanai chingatadzike nemi."

Jesu adovapindura achiti, "Chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda pasinai kana kutsakidza, maipereraba kundoita zvaitiwa pamukuyu, asi kana mukati kugomo iri, Dzupuka uwire mugungwa,zvinoitika.

Futi chese chamunokumbira nomunamato, muno chitambira, kana muno kutenda."

Ipopo Jesu adomupindura achiti, "Amai imi, kutenda kwenyu nghukuru! itihwai zvamurikuda." Mwanasikana wache adobva waporerafuti nguwa yakareyo.

Ipopo adobata meso yavo, achiti, "Maererano nokutenda kwenyu mbazviitiwe kwamuri."

Ipopo vadouya kwaari nomunhu adotonhora nhengo, adoenzera pabonde rache. Jesu paadoona kutenda kwavo, adoti kuno adotonhora nhengo, "Tsunga mwoyo, mwanakomana wangu! Zvitema zvako zvaregerehwa."

Fé como virtude

Segue a justiça, a fé, o amor, a paz. Combati o bom combate, completei a carreira, guardei a fé.

Rairo kuna Timoti

Asi iwewe, munhu waMwari, nzvenga zvakarezvi zvese, tevera kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro.

Rairo kuna Timoti

Asi iwewe, munhu waMwari, nzvenga zvakarezvi zvese, tevera kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro.

Ndahwa kuhwa kudonaka, ndapedza mujaho wangu, ndachengeta kutenda.

Tikareka kutenda,

iye anoramba adotendeka,

ndava anokonaba kuzviramba.

patinorangarira pamberi paMwari Baba vedu, basa renyu rokutenda nokushanda kworudo nokutsungirira kwotariro muna Ishe wedu Jesu Khirisitu.

Nochikonzero chakarechi, hama, pakushushikana kwedu kwese nokutambudzika tanga tichinyaradziwa pamusoro penyu kuburikidza nokutenda kwenyu,

mutariro youpenyu husingapere, hudovimbisiwa naMwari asinganyepe nguwa isinati yavapo,

Fé viva

A fé sem obras é morta. Peça com fé, sem duvidar. A fé nos conecta com o poder de Deus e produz frutos eternos.

Sezvidoita muviri kana usinai mweya udopfa, nokutendawo kusinai zviito kudopfa.

ndava munoziva kuti kuedzewa kwokutenda kwenyu kunozvara kutsungirira.

ndava munoziva kuti kuedzewa kwokutenda kwenyu kunozvara kutsungirira.

Kana panoumwe wenyu anosaya uchenjeri, mbaakumbire Mwari, anondopereka zvidotambanuka kuvanhu vese uye asingatsvage mhosva, achahupasiwa. Asi mbaakumbire nokutenda asingatsakidze, ndava anotsakidza adoita kunge fungu rogungwa rinosundiwa nokupupurutsiwa nomhepo. Munhu wakareyo mbaareke kutarisira kuti achatambira chinhu kuna Ishe, munhu adodaroyo anomifungo miviri, anodekharikaba pazvese zvaanoita.

Asi mbaakumbire nokutenda asingatsakidze, ndava anotsakidza adoita kunge fungu rogungwa rinosundiwa nokupupurutsiwa nomhepo.

Munozvakarezvi zvese munofara maninge, kana zvazvene kwonguwa ino ipfupi muchifanira kudzudziwa nomarudzi yese yomiyedzo. Zvakarezvi zvidouya kuitira kuti pakuonekwa kwaJesu, kutenda kwenyu kunokosha kukunda ndarama, inoparara kana zvayene ichinatsiwa nomoto, kuwanike kuri kwochaiko kunofanira kuva nopembedzo, kubhwinya nokuremekedzewa. Kana zvenyu musinai kumuona, munomuda, kana zvenyu musiri kumuona manje, munotenda kwaari uye mudozara nomufaro mukuru usingataurike, ndava muri kutambira zvinobva pakutenda kwenyu, iro ruponiso romweya yenyu.

Kana zvenyu musinai kumuona, munomuda, kana zvenyu musiri kumuona manje, munotenda kwaari uye mudozara nomufaro mukuru usingataurike, ndava muri kutambira zvinobva pakutenda kwenyu, iro ruponiso romweya yenyu.

ndava muri kutambira zvinobva pakutenda kwenyu, iro ruponiso romweya yenyu.

Murambidzei, mudomira zvidosimba pakutenda, ndava munoziva kuti kutambudzika kudodaroko kuri kuitikawo kuhama dzenyu dziri pasi pese.

Promessas da fé

Quem crer terá a vida eterna. A fé abre as portas do impossível e nos dá acesso às promessas de Deus.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.

Uyo anotenda kuMwanakomana anoupenyu husingapere, uyo asingatetekere Mwanakomana haazoona upenyu, asi ukari hwaMwari huchagara pamusoro pache.

Jesu adoti kwavari, "Ndini zingwa roupenyu, uyo anouya kwandiri anodzonzvaba nzara, noanotenda kwandiri anodzonzvaba nyota.

Jesu adoti kwaari, "Ndini kumuka noupenyu; uyo anotenda kwandiri, kana akapfa, asi achararama, futi wese mupenyu anotenda kwandiri achapfaba. Unozvitenda chere?"

Jesu adoti kwaari, "Ko handinai kukunyairira kuti kana ukatenda uchaona kubhwinya kwaMwari?"

Nokuti naMwari hapanai chisingagoneke."

Ndidoroverehwa kubodzi naKhirisitu, ndiniba ndichiri kurarama, asi Khirisitu anorarama mandiri. Upenyu hwandinorarama izvozvi mumuviri ndinohurarama nokutenda muMwanakomana waMwari, adondida ndokuzvipereka nokuda kwangu.

Nokudaro muna Khirisitu Jesu mese muri vana vaMwari, kuburikidza nokutenda, nokuti mese pakati penyu vadoombekewa muna Khirisitu mudosimira Khirisitu.

Ndava kuburikidza noMweya tinomirira nokutenda kururama kwatinotariro nako.

nokuti ndinoziva kuti kuburikidza nominamato yenyu uye nokubatsira kunobva kuMweya waJesu Khirisitu ndichaponesewa.

Kunovakarevo Mwari adosarudza kuzivisa kukura kwoupfumi hwokubhwinya kwochidosvisvika chakarechi pakati povasiri vaJudha, chokuti Khirisitu mukati menyu, ndiye tariro yokubhwinya.

Seja o primeiro