Generosidade
A generosidade é marca do caráter de Deus e vocação do cristão. Deus ama ao que dá com alegria. Quem semeia generosamente, generosamente colherá.
Dar com alegria
Deus ama ao que dá com alegria. Cada um contribua segundo propôs no coração — não com tristeza ou por necessidade.
Munhu wese mbaape sezvaadofunga mumwoyo mache, asingazvije mwoyo kana kusukumidziwa, ndava Mwari anoda anopereka nomufaro.
Yeukai kuti: adojara zvishoma anokohwawo zvishoma, noadojara zvizinji anokohwawo zvizinji. Munhu wese mbaape sezvaadofunga mumwoyo mache, asingazvije mwoyo kana kusukumidziwa, ndava Mwari anoda anopereka nomufaro. Uye Mwari anogona kukupasai ropafadzo rese ridowanda, kuti pazvinhu zvese nopanguwa dzese muve nozvidokwana zvichiwanziwa pakuita basa rese ridonaka. Semanyorehwo yazvidoitiwa,
"Iye adoparadzira zvipo zvache kuvarombo,
kururama kwache kunogara nokusingapere."
Iye anopasa mujari mbeu nozingwa kuti chive chokuja achakupasai mbeu nokuingidzira goho renyu nondava yokuita kwenyu zvidorurama. Muchapfumisiwa pazvese kuti mumbogara muchipereka, kuti kuburikidza nomatiri kupereka kwenyu kuvikire Mwari nhendo.
ndava kuitiwa kwoushumiri hwakarehu hworuyamuro kunopereraba pakundozazisa kusaya kwovatsvene asiwo kunopfachukira nonhendo dzizinji kuna Mwari.
Iye anopasa mujari mbeu nozingwa kuti chive chokuja achakupasai mbeu nokuingidzira goho renyu nondava yokuita kwenyu zvidorurama.
Muchapfumisiwa pazvese kuti mumbogara muchipereka, kuti kuburikidza nomatiri kupereka kwenyu kuvikire Mwari nhendo.
Ndava kana chido chiripo, chipo chinotambirika zvichienderana nozvinhu zvinomunhu, aikona maererano nozvaasinai.
Partilhar e abençoar
Quem dá aos pobres empresta ao Senhor. A generosidade abre portas de bênção sobre quem dá e sobre quem recebe.
O ensino de Jesus
Dai e dar-se-vos-á. A quem te pedir, dá. O que fizestes a um destes mais pequeninos, a mim o fizestes.
Pasai, naimipa muchapasiwawo. Mhimo idonaka, idotsindihwa, idozunguzihwa, inomupororo, ichadururihwa pabuthu penyu. Nokuti mhimo yamunopasa ndiyo mhimo yamuchadzotsehwawo."
Pasai, naimipa muchapasiwawo. Mhimo idonaka, idotsindihwa, idozunguzihwa, inomupororo, ichadururihwa pabuthu penyu. Nokuti mhimo yamunopasa ndiyo mhimo yamuchadzotsehwawo."
Perekai kuno wese anokuruvirai, kana paita anokutorerai zvinhu zvenyu, rekai kudzomubvunza pakare kuti akudzotserei.
Manje kana imipa vadoipa, muchiziva kupasa vana venyu zvidonaka, Baba vari kudenga vanokungudzirabafuti nai kupasa Mweya Mutsvene kuno avo vanovakumbira!"
Pasa anokuruvira, futi reka kurambira anoda kukukwereta."
Saka kana muchipereka ruyamuro, rekai kuti zvizikane, fanike zvinoitiwa novanyengeri mumasinagoge nomumigwagwa, kuti varumbidziwe novanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vatotambira mubairo wavo. Asi kana muchipereka ruyamuro, rekai kuita kuti ruoko renyu romamose rizive zviri kuitiwa noruoko renyu roruji peno. Kuitira kuti ruyamuro renyu rive romuchihwande. Ndava Baba venyu vanoona zvomuchihwande vachakupasai mubairo.
Mambo achavapindura achiti, ‘Chokwadi ndinoti kwamuri, pamudozviitira umwe wohama dzangu dzidiki idzi, mudoitira inipano.’
Generosidade de Deus
Se Deus dá sabedoria generosamente a quem pede, quanto mais nos dará Ele forças e suprimento em toda necessidade?
Kana panoumwe wenyu anosaya uchenjeri, mbaakumbire Mwari, anondopereka zvidotambanuka kuvanhu vese uye asingatsvage mhosva, achahupasiwa.
Tomboti vatendi biyedu vasinai zvokusimira kana zvokuja zvopazuva nozuva, umwe wenyu akati kwavari, "Endai murugare, muthumihwe nokuja muchiguta," pasinai zvaavaitira pakusaya kwavo, zvingave nokabonyo kei? Ndizvo zvidoita kutenda kwega kwega kusinai zviito, kudopfa.