Pular para o conteúdo
Publicidade

Luz do mundo

Por Bíblia Online

Jesus declarou: 'Eu sou a luz do mundo.' A luz é metáfora central da Bíblia — Deus é luz, Cristo é luz, e os cristãos são chamados a brilhar como filhos da luz neste mundo.

Jesus, a luz do mundo

Jesus disse: quem me segue não andará em trevas, mas terá a luz da vida. Ele é a verdadeira luz que ilumina todo homem.

Jesu Chiedza Chonyika

Jesu adotaura kwavari pakare achiti, "Ndini chiedza chonyika, uyo anonditevera anofambaba murima, asi achawana chiedza choupenyu."

Jesu Chiedza Chonyika

Jesu adotaura kwavari pakare achiti, "Ndini chiedza chonyika, uyo anonditevera anofambaba murima, asi achawana chiedza choupenyu."

Maari maiva noupenyu, futi upenyu hwacho hwaiva chiedza chovanhu. Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harinai kuchikunda.

Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harinai kuchikunda.

Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harinai kuchikunda.

Ndichiri munyika, ndiri chiedza chonyika."

Ndidouya ndiri sechiedza munyika, kuti wese anotenda kwandiri areke kumbondogara murima.

Kutongewa nghuku, kuti chiedza chidouya panyika, asi vanhu vadofarira rima pachinzvimbo chochiedza, nokuti zviito zvavo zvanga zvidoipa. Ndava wese anoita zvidoipa anovenga chiedza, futi haauye pachiedza, kuti zviito zvache zvireke kufumuhwa. Asi uyo anoita zvochokwadi anouya pachiedza, kuti zvioneke pachenu kuti zviito zvache zvidoitiwa muna Mwari."

Deus é luz

Deus é luz e nele não há treva alguma. Se andarmos na luz, temos comunhão uns com os outros e o sangue de Jesus nos purifica.

Mwari Ndiye Chiedza

Rakareri ndiro shoko ratidonzva kubva kwaari ratinokuparidzirai, rokuti Mwari ndiye chiedza futi maari hamunai kana norima rese.

Mwari Ndiye Chiedza

Rakareri ndiro shoko ratidonzva kubva kwaari ratinokuparidzirai, rokuti Mwari ndiye chiedza futi maari hamunai kana norima rese. Kana tichiti tinowadzana naye asi tichitekaira murima, tinenge tichibhwodoka peno, tisingagare muchokwadi, asi kana tichitekaira muchiedza, fanike iye pachake ari muchiedza, tinowadzana pachedu, futi gazi raJesu Mwanakomana wache rinotinatsa pazvitema zvese.

asi kana tichitekaira muchiedza, fanike iye pachake ari muchiedza, tinowadzana pachedu, futi gazi raJesu Mwanakomana wache rinotinatsa pazvitema zvese.

asi kana tichitekaira muchiedza, fanike iye pachake ari muchiedza, tinowadzana pachedu, futi gazi raJesu Mwanakomana wache rinotinatsa pazvitema zvese.

Chidonaka chese nochipo chese chidokwana chinoburuka chichibva kudzuru, kuna Baba vozviedza vasingasanduke kunge mimvuri inonyedza.

Chidonaka chese nochipo chese chidokwana chinoburuka chichibva kudzuru, kuna Baba vozviedza vasingasanduke kunge mimvuri inonyedza.

Vós sois a luz do mundo

Jesus disse aos discípulos: vós sois a luz do mundo. Não se esconde uma cidade edificada sobre um monte. Brilhem a vossa luz!

Muri chiedza chonyika. Guta riri pagomo rinosvisvikaba. Vanhu havabatidze mwenje vachiuisa pasi potsvanda, asi pachigadziko chomwenje kuti uvhenekere vese vari mumba. Chiedza chenyu mbachivhenekere vanhu kuti vaone buya renyu, vakudze Baba venyu vari kudenga."

Muri chiedza chonyika. Guta riri pagomo rinosvisvikaba.

Vanhu havabatidze mwenje vachiuisa pasi potsvanda, asi pachigadziko chomwenje kuti uvhenekere vese vari mumba. Chiedza chenyu mbachivhenekere vanhu kuti vaone buya renyu, vakudze Baba venyu vari kudenga."

vanhu vaigara murima

vadoona chiedza chikuru,

pana ivo vaigara munyika yomumvuri worufu

chiedza chidovhenekera."

Asi imipa muri vanhu vadosarudziwa, vouphirisita hwoumambo, rudzi ritsvene, vanhu vache Mwari, kuti muparidze kurumbidziwa kwaiye adokudaidzai kubva murima kuenda muchiedza chache chinoshamisa.

Asi imipa muri vanhu vadosarudziwa, vouphirisita hwoumambo, rudzi ritsvene, vanhu vache Mwari, kuti muparidze kurumbidziwa kwaiye adokudaidzai kubva murima kuenda muchiedza chache chinoshamisa.

nokuti mese muri vanakomana vochiedza futi vanakomana vomasikati. Hatisi vousiku kana vorima.

A luz nas Escrituras

A Palavra de Deus é lâmpada para nossos pés e luz para o caminho. Ela ilumina, revela e nos guia na verdade.

Luz versus trevas

A luz brilha nas trevas e as trevas não a venceram. Cristãos são chamados a não ter comunhão com as trevas, mas a expô-las.

Kwavari mwari wonyika ino adopofomadza pfungwa dzovasingatende, kuti vareke kuona chiedza chovhangeri rokubhwinya kwaKhirisitu, anova iye mufananidzo waMwari. Ndava hatizviparidzi isu pachedu, asi Jesu Khirisitu saIshe, uye isisu sevaranda venyu nokuda kwaJesu. Ndava Mwari adoti, "Chiedza mbachivhenekere kubva murima," ndiye adovhenekera mumwoyo medu kuti atipase chiedza chokuziva kubhwinya kwaMwari kuri pachiso chaKhirisitu.

Ndava Mwari adoti, "Chiedza mbachivhenekere kubva murima," ndiye adovhenekera mumwoyo medu kuti atipase chiedza chokuziva kubhwinya kwaMwari kuri pachiso chaKhirisitu.

Chenjedzo paZvifananidzo

Rekai kubopewa pajoki ribodzi novasingatende. Nokuti kubatana rudzii kuri pakati pokururama nouipi? Kana kuyanana hwai kuri pachiedza norima?

Muve nomeso yomwoyo yadopengenuka, kuti muzive zvidoita tariro yamudodaidzihwa, nozvidoita upfumi kwonhaka inobhwinya yokugara kwache muvatsvene,

Proclamar a luz

Os cristãos são embaixadores da luz, chamados a proclamar as virtudes daquele que nos chamou das trevas para a sua maravilhosa luz.

Ndava izvozvo ndizvo zvatidoraihwa naIshe, achiti,

Ndidokumisa kuti uve chiedza choyamwe Marudzi,

kuti uendese ruponiso kumigumo yonyika."

Ndava izvozvo ndizvo zvatidoraihwa naIshe, achiti,

Ndidokumisa kuti uve chiedza choyamwe Marudzi,

kuti uendese ruponiso kumigumo yonyika."

Kusvika pazuva ranasi ndanga ndichiwana kubatsira kunobva kunaMwari, saka ndinomira pano ndichipupura kuno vese vadiki novakuru, ndisinganyaire chinhu asi zvidonyaihwa novaporofiti naMozisi kuti zvichaitika, kuti Khirisitu waidzotambudzika, uye nokudzova wokuthanga pakumuka kuvadopfa, waidzoparidzira chiedza kuvanhu vache nokuyamwe marudzi."

Guta ranga risinai basa nozuva kana mwedzi kuti zvirivhenekere, nokuti kubhwinya kwaMwari ndochiedza charene, noHwayana ndomwenje warene.

Usiku hahuchadzovapo, havachadzoda chiedza chomwenje kana chozuva, nokuti Ishe Mwari achava chiedza chavo, uye vachatonga nokusingaperepere.

Mwenje Pasi poDengu

"Hapanai anoti kana wabatidza mwenje anoubvinihira kana kuuisa pasi pobonde. Asi anotouisa pachigadziko kuti vanopinda vavhenekehwe nochiedza.

Ziso rako ndiro mwenje womuviri wako. Kana ziso rako ridonaka, muviri wako wese unenge udozara chiedza, asi kana risinai kunaka, muviri wako wese unenge udozara rima.

Saka chese chamudonyaira murima chichanzvika pachiedza, nochamudonyaira kazevezeve mudzimba dzomukati chichaparidziwa pamusoro podzimba."

Seja o primeiro

Este artigo te tocou? Faça uma oração!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.