Nova criatura
Em Cristo somos nova criação. O velho se foi, tudo se fez novo. A transformação não é reforma — é renascimento completo pelo poder do Espírito Santo.
Novas criaturas em Cristo
Se alguém está em Cristo, nova criação é. As coisas velhas passaram e eis que tudo se fez novo. A transformação é radical e total.
Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya.
Ndava kuchecheudziwa kana kusachecheudziwa hapanai zvakunoreva, asi kuva chisikwa chitsva.
Nokuti tiri basa romanja yache, tidosikiwa muna Khirisitu Jesu kuti tiite mabasa yadonaka, yadonhadzihwa kare naMwari, kuti tiyaite.
Iye wanga adogarikika pamupando woushe adoti, "Nangarai, ndinosandura zvinhu zvese kuti zvive zvitsva." Adotiwo pakamu, "Nyora zvakarezvi, nokuti mashoko yakareya yangatendewe njochokwadi."
Despir o velho e vestir o novo
Somos chamados a despir o velho homem e vestir o novo, criado segundo Deus em justiça e santidade provenientes da verdade.
Sunhurai unhu hwokare hunova hwomararamiro yokare yadoora nondava yokuchiva kunofurira, moitiwa vatsva mumweya nomupfungwa dzenyu, mosimira unhu hutsva, hudosikiwa mumufananidzo waMwari mukururama kwochokwadi noutsvene.
Rekai kubhwodokerana, nokuti mudobiritsa unhu hwokare nomabasa yahwene, mudosimira munhu mutsva, ari kuvandudziwa pakuziva, kuti afanane noMusiki wache.
Nokudaro tidovigiwa naye muruombeko roipfa yache kuti sezvidondoita Khirisitu kumutsiwa kuvadopfa kuburikidza nokubhwinya kwaBaba, naisisuwo tirarame muupenyu hutsva.
Kana tidobatana naye muipfa yache daipa, tichabatanawo naye mukumuka kunge zvaadoita. Ndava tinoziva kuti unhu hwedu hwokare hudorovehwa pabodzi naye kuitira kuti muviri wozvitema uparadziwe, kuti tireke kudzova varanda vochitadzo, ndava wese wapfa wasununguriwa kubva pachitema.
Ndidoroverehwa kubodzi naKhirisitu, ndiniba ndichiri kurarama, asi Khirisitu anorarama mandiri. Upenyu hwandinorarama izvozvi mumuviri ndinohurarama nokutenda muMwanakomana waMwari, adondida ndokuzvipereka nokuda kwangu.
Coração e Espírito novos
Deus promete dar um coração novo e um espírito novo. Pelo novo nascimento somos feitos participantes da natureza divina.
Jesu adomupindura achiti, "Ndinokunyepa chokwadi, munhu haangaone umambo hwaMwari kusiya kwokunge watozvariwa pakare."
Kuburikidza nozvakarezvi adotipasa zvivimbiso zvache zvikuru zvinokosha, kuitira kuti kuburikidza nazvo mupukunyuke kubva pahuori huri munyika hunokonzehwa nozvido zvidoipa mukovehwe umwari.