Publicidade

Pecado

Por Bíblia Online

O pecado é a realidade que separa a humanidade de Deus. Mas a Bíblia também revela a solução: o sangue de Cristo que nos purifica e a graça que nos liberta de toda condenação.

A universalidade do pecado

Todos pecaram e carecem da glória de Deus. Não há justo, nem sequer um. O pecado entrou no mundo por um homem, mas a graça veio por Jesus.

Nokuti vese vadotadza vadoperevera kusvika pakubhwinya kwaMwari.

Nokuti vese vadotadza vadoperevera kusvika pakubhwinya kwaMwari. Vanondoruramisiwa mahara nonyasha kuburikidza nokununura kuri muna Khirisitu Jesu.

Ndava hapanai munhu achanzi adorurama pamberi paMwari zvichibva pakuchengeta mutemo, asi kutoti, kuburikidza nomutemo tinopinziwa pakuziva chitema.

Ndava mubairo wochitema ipfa, asi chipo chaMwari, upenyu husingapere muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.

Wese anoita zvitadzo anomurandu wokuchora mutemo, chitadzo nghuchora mutemo.

Liberdade da condenação

Não há condenação para os que estão em Cristo Jesus. Ele nos libertou da lei do pecado e da morte para vivermos em novidade de vida.

Upenyu huri muMweya

Saka hapachinai kupasiwa murandu kuna ivo vari muna Khirisitu Jesu. Ndava kuburikidza naKhirisitu Jesu, mutemo woMweya woupenyu udondisunungura kubva kumutemo wochitema nowoipfa.

Saka mborekai kurekerera chitema chichitonga mumuviri yenyu inopfa, kuti mutevere kuda kwachene. Rekai kumbopereka nhengo dzomuviri wenyu kuchitema kuti imbova midziyo yokuitisa zvidoipa, asi riperekei kuna Mwari, sevanhu vadobiritsiwa paipfa vachiisiwa muupenyu, mboperekai nhengo dzomiviri yenyu kuna Mwari kuti ive midziyo yokururama. Ndava chitema chingaveba tenzi wenyu, nokuti hamusi pasi pomutemo asi ponyasha.

Varanda Vokururama

Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo! Munozivaba nai kuti kana mazvipereka kunoumwe munhu kuti mumbomuteerera sevaranda, matova varanda vaiye wamunoteererayo, kabanga kuva varanda vochitadzo chinokuisai paipfa, kana kuva varanda vokuteerera kunokuisai pakururama? Asi Mwari mbaatendewe ndava kana zvenyu maimbova varanda vochitadzo, mudodzoteerera nomwoyo wese rudzi rodzidziso yamudovimbiwa nayo pakuipasiwa. Mudosununguriwa kubva pachitema muchiva varanda vokururama.

Varanda Vokururama

Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo!

Hondo Iri Matiri

Tinoziva kuti mutemo ngwomweya; inini ndiri wonyama, ndidotengesewa semuranda kuchitema. Ndinonzvitsitsaba zvandinoita. Ndava zvandinoda kuita ndizvoba zvandinodzoita, asi zvandinozonda zviye, zvakarezvo ndizvo zvandinoita. Manje kana ndichiita zvandisingade kuita, ndinobvuma kuti mutemo udonaka. Saka ndiniba peno ndiri kuzviita, chitema chinogara mandiricho ndicho chiri kuzviita.

Jesu adovapindura achiti, "Chokwadi ndinoti kwamuri, wese anoita chitadzo muranda wochitadzo.

Confissão e perdão

Se confessarmos os nossos pecados, Deus é fiel e justo para nos perdoar e purificar de toda injustiça. A confissão liberta a alma.

Kana tichiti hatinai zvitadzo, tinenge tichizvinyepera, futi chokwadi hachisi matiri. Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.

Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.

Kana tichiti tinowadzana naye asi tichitekaira murima, tinenge tichibhwodoka peno, tisingagare muchokwadi,

Vencendo o pecado

Cristo nos resgatou e nos restaurou. Devemos mortificar as obras da carne, fugir do pecado e prosseguir em santidade.

Iye pachake adotakura zvitema zvedu mumuiri wache pamuchinjikwa, kuitira kuti tipfe kuzvitema tiraramire kururama, nomavanga yache mudoporesewa.

Iye achapona mwana mukomana, wodzomutenza zita rokuti Jesu, ndava ndiye achaponesa vanhu vache kubva pazvitema zvavo."

Mwari adoita kuti uyo wanga asinai chitadzo ave chitadzo nondava yedu, kuti maari tive kururama kwaMwari.

nokudarowo Khirisitu, zvaadoitiwa chibairo kabodzi kuti atakure zvitema zvovadowanda, achadzooneka kwochipiri, aikona kudzotakura zvitema asi kudzoponesa vakarevo vari kumirira noshungu kudzoka kwache.

Uyo anoita zvitadzo ngwajabhurosi, ndava jabhurosi wanga achindoita zvitadzo kubva pakuthanga. Chikonzero Mwanakomana waMwari chaadonangidzihwa pachenu nyhokuti aparadze mabasa yajabhurosi.

Tinoziva kuti wese adozvahwa naMwari haarambe achitadza, asi uyo adozvahwa naMwari, anochengetedzewa naye, adoipa haagone kumukanganisa.

Upenyu hwoKare noHutsva

Naizvozvo bayai zvinhu zvomunyika zviri mamuri zvinoti: upombwe, notsambwa, nokuchiva, nokuda zvidoipa, nonhafu ndiko kunamata zvifananidzo.

Asi upombwe noutsambwa hwese kana nhafu mbazvirege kunzvika kuti zviri pakati penyu, mbapandova nozvidokodzera pakati povatsvene.

Regai kubatanidzihwa nomabasa yorima yasinai zvibereko, asi pachinzvimbo chozvakarezvo, zviisei pachenu. Ndava zvinonyadzisa kutaura zvinhu zvavanoita padohwanda,

Karipai asi regai kuita chitadzo, zuva mbarireke kudoka mudondomwamwa,

Responsabilidade e restauração

O pecado tem consequências, mas Deus restaura o arrependido. Devemos corrigir uns aos outros com mansidão e cobrir o pecado com amor.

Takuriranai Mutoro

Hama, kana munhu akabatiwa achitadza, imipa vanorarama mumweya mudzoreredzei mudopfava. Asi chenjerai, kuti naimipawo mureke kuedzewa.

Takuriranai Mutoro

Hama, kana munhu akabatiwa achitadza, imipa vanorarama mumweya mudzoreredzei mudopfava. Asi chenjerai, kuti naimipawo mureke kuedzewa. Takuriranai mitoro, ndiyo nzira yamunozazisa nayo mutemo waKhirisitu.

Kana Munhu Watadza

Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako.

Kana Munhu Watadza

Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako.

Muedzo kuti Utadze

Uyo wese anokonzera umwe wovadiki vakareva vanotenda kwandiri kuti atadze, hasa kutoti guyo rikuru risungirihwe muhuro mache achudumutsiwe kumagwinakwina kwogungwa.

Sei uchiona kasesu kari muziso rohama yako, asi usingaone danda riri muziso rako?

Ndava kana muchiregerera vanhu kutadza kwavo, Baba venyu vokudenga vachakuregereraiwo.

Saka reuriranai zvitema zvenyu, munamatirane kuti muporesewe. Munamato womunhu adorurama unosimba rikuru pakubata kwawene.

Uyo wese anoziva zvidonaka zvaanofanira kuita akareka kuzviita, nyhitema kwaari.

Nyedzai papfupi naMwari iye achanyedzawo kwamuri. Shambai manja yenyu, imi vatadzi, chenesai mwoyo yenyu, imi vomufungo miviri.

Imi mhombo dzovanhu, munozivaba nai kuti ushamwari nonyika kuita mhandu yaMwari? Saka wese anoda kuva shamwari yonyika anozviita muvengi waMwari.

Kubva mumuromo mubodzi bodziyo munobirika rumbidzo nokutukana. Hama dzangu izvozvo zvinofaniraba kudaro.

Pamusoro pozvese, dananai zvidokungudza, sezvo rudo runofukidza zvitadzo zvizinji.

Fuga do pecado

Bem-aventurado o que não anda no conselho dos ímpios. O caminho do justo é guardado pelo Senhor, e sua Palavra nos protege da queda.

Munhu adonaka anobiritsa zvinhu zvidonaka kubva pamwoyo wache udonaka, nomunhu adoipa anobiritsa zvidoipa kubva pamwoyo wache udoipa. Ndava muromo unonyaira zvidozara mumwoyo."

Hamuzive nai kuti vasinai kururama havaji nhaka youmambo hwaMwari? Rekai kunyengedzewa, mhombo, kana vanamati vozvifananidzo, kana mahure, kana ngochani, kana mbavha, kana vanonhafu, kana vanoraradza, kana vanoguhwa, kana matsotsi vanojaba nhaka youmambo hwaMwari.

Pirato adobirika panze pakare, ndokuti kwavari, "Nangarai, ndaakumubiritsa kunze kwamuri, kuti muzive kuti mhosva yache ndaisairira." Saka Jesu adobirika panze adosimira ngundu yomwinza nojasi ridotsvukuruka. Pirato adoti kwavari, "Munhu ndiyeyu!"

Vakuru vovaphirisita novatungamiri vovanhu pavadondomuona, vadodaidzira vachiti, "Murovererei pamuchinjikwa, murovererei pamuchinjikwa!" Pirato adoti kwavari, "Mutorei mega mumuroverere pamuchinjikwa, ndava inipano ndasaya mhosva yache."

Kana munhu upi zvache wamaregerera zvitema, watoregerehwa, kana mukasaregerera zvitema munhu upi zvache haaregerehwe."

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-