Perdão e misericórdia
O perdão é o coração do evangelho. Deus nos perdoou em Cristo e nos chama a perdoar uns aos outros, assim como fomos perdoados — sem limites e sem condições.
O perdão de Deus
Deus é rico em misericórdia. Ele apaga nossas transgressões e não se lembra mais dos nossos pecados. Quem confessa, alcança perdão.
Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.
Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.
Nokuti ndichava nomutsa nokuda kwounyangadzi hwavo,
uye handichadzorangarira zvitema zvavo."
Perdoar como fomos perdoados
Jesus ensinou que devemos perdoar setenta vezes sete. Se não perdoarmos aos outros, o Pai celestial também não nos perdoará.
Mufananidzo woMuranda Asingaregerere
Zvino Pita adouya kwaari achiti, "Ishe, hama yangu inganditadzire kangani ndichimbondoiregerera? Kanomwe chere?"
Jesu adoti kwaari, "Handiti kwauri kanomwe, asi makumi manomwe yadopetewa kanomwe.

Zvakarezvo ndizvo zvichaitiwa naBaba vangu vokudenga kwamuri umwe noumwe, kana musingaregerere hama yenyu zvichibva pamwoyo."
Ndava kana muchiregerera vanhu kutadza kwavo, Baba venyu vokudenga vachakuregereraiwo. Asi kana musingaregerere vanhu kutadza kwavo, naBaba venyu havakuregerereiwo kutadza kwenyu."
Ndava kana muchiregerera vanhu kutadza kwavo, Baba venyu vokudenga vachakuregereraiwo. Asi kana musingaregerere vanhu kutadza kwavo, naBaba venyu havakuregerereiwo kutadza kwenyu."
Ndava kana muchiregerera vanhu kutadza kwavo, Baba venyu vokudenga vachakuregereraiwo.
Mutiregerere kutadza kwedu,
sekuregererawo kwatinoita vanotitadzira.
Vadokomborehwa vano tsitsi,
ndava vachaitihwa tsitsi.
A prática do perdão
Perdoar é um ato de obediência e liberdade. A Escritura nos exorta a suportar uns aos outros e perdoar de coração, se alguém tiver algo contra outro.
muitirane mwoyo murefu, muchiregererana kana umwe watadzira umwe, sekuregerehwa kwamudoitiwa naIshe, naizvozvo munofanira kuregerera.

Ivai notsitsi futi muchiyamurana, moregererana fanike kuregerehwa kwamudoitiwa naMwari muna Khirisitu.

Maari tinokudzikinuhwa kuburikidza nogazi rache, nokurekerehwa kwokuphonya kwedu zvichienderana nokupfuma kwomutsa wache,
Maari tinokudzikinuhwa kuburikidza nogazi rache, nokurekerehwa kwokuphonya kwedu zvichienderana nokupfuma kwomutsa wache,
Iye adotisunungura kubva pamasimba yorima ndokutiisa muumambo hwoMwanakomana wache waanoda. maari tinorudzikinuro, iko kurekerehwa zvitema.
Misericórdia e graça
Deus é compassivo e tardio em irar-se. A misericórdia triunfa sobre o juízo, e quem se humilha diante de Deus encontra graça abundante.
Arrependimento e perdão
O arrependimento genuíno abre as portas do perdão. Deus convida todos ao arrependimento e promete perdoar completamente quem volta a Ele.
Pita adoti kwavari, "Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.
Pindukai ndipo, mudzokere kuna Mwari, kuitira kuti zvitadzo zvenyu zvidzimiwe, kuti nguwa dzokusanduriwa dzinobva kuna Ishe dzisvike,
Nokudaro hama dzangu, ndinoda kuti muzive, kuti kuburikidza nomurume wakareyu kurekerehwa kwozvitema kunoparidziwa kwamuri. Kuburikidza naye umwe noumwe anotenda, anosununguhwa kubva pazvivi zvese kururamisiwa kwamanga musingakwanise kuwana pasi pomutemo waMozisi.
Mwari adoreka zvache kuyeuka nguwa dzokusaya zivo, asi zvino anoraira vanhu vese kwesekwese kuti vapinduke,
Perdão nos relacionamentos
Se teu irmão pecar contra ti, repreende-o; se se arrepender, perdoa-lhe. Não guarde ressentimento — liberte-se pelo perdão.
Zvichenjererei."
"Kana hama yenyu yatadza, mudzumei, kana akapinduka, muregererei, kana akakutadzirai kanomwe pazuva ribodzi, achidzoka kwamuri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka,’ munofanira kumuregerera."
Kutonga Vamwe
"Rekai kutonga, kuti murege kutongewawo, rekai kupasa mhosva, kuti murege kudzopiwawo mhosva, regererai, kuti muregerehwewo.

Zvino Jesu adoti, "Baba, varekererei, ndava vanozivaba zvavanoita." Vadokhanda hakata kuti vakovane majasi yache.
Futi pese paunonamata, kana pano adokutadzira, muregerere kuitira kuti Baba vako vokudenga vakuregererewo zvitadzo zvako."
Futi pese paunonamata, kana pano adokutadzira, muregerere kuitira kuti Baba vako vokudenga vakuregererewo zvitadzo zvako."
Futi pese paunonamata, kana pano adokutadzira, muregerere kuitira kuti Baba vako vokudenga vakuregererewo zvitadzo zvako." Asi kana musingaregerere, naBaba venyu vokudenga havakuregererewo zvitadzo zvenyu.
Onai kuti hapanai anokundikana kuwana mutsa waMwari, kuti "mudzi unovava" ureke kumuka uchikutambudzai, uye kuti nawo vazinji vasvipisiwe.
Kuregerera Mutadzi
Asi kana pano adokonzera mahwadzo, adodzimbaba inini pasinai kuingidzira asi kutoti adodzimba imimi mese. Kumunhu adodaiyu kuranga ikoku kworuzinji kudokwana, saka munotofanira kuchimuregerera momunyaradza, kuti areke kusuwa zvokutoora mwoyo. Nokudaro ndinokumbira kuti musimbise kamu rudo renyu kwaari.
Iye pachake ndiye chibairo chinoita kuti zvitadzo zvedu zviregerehwe, aikona zvedu basi, asi zvitadzo zvonyika yese.
Adopindura achiti, "Hapanai Ishe."
Jesu adobva wati, "Nainini ndinokupaiba mhosva, endai zvenyu, mureke kudzotadza pakare."
Pano anohwara chere pakati penyu? Mbaadaidze vakuru vokherekhe kuti vamunamatire vamuzore nomafuta muzita raIshe. Munamato unopasiwa nokutenda uchaporesa muhwere, Ishe vachamumutsa. Kana adoita zvitema, acharegerehwa.
Pamusoro pozvese, dananai zvidokungudza, sezvo rudo runofukidza zvitadzo zvizinji.