Trabalhar para Deus
Trabalhar para Deus vai além do ofício secular. É dedicar a vida inteira — palavras, ações e atitudes — ao serviço do Reino, reconhecendo que cada tarefa pode glorificar o Senhor.
Servindo ao Senhor em tudo
Quando trabalhamos como para Deus, cada ação se torna um ato de adoração. Não importa a tarefa — o que importa é o coração dedicado.
Zvese zvamunoita shandai nomwoyo wese, semuri kushandira Ishe musingaitire vanhu, muchiziva kuti kubva kunaIshe muchapasiwa mubairo wonhaka ndava ndiIshe Khirisitu wamuri kushandira.
Ita nopaunogona napo pese kuzviisa pamberi paMwari uri munhu adokodzera, mushandi asingafanire kunyadzisiwa anobata zvidonaka shoko rochokwadi,
Rekerai kuzvinyengedza nokundotetekera shoko basi, asi itai zvarinoreva.
kuti mude kugara mudodekhara, muchifunga pamusoro pozvinhu zvenyu mega basi, nokushanda nomanja yenyu, sezvatidokurairai. Kuti pakurarama kwenyu muzvitorere kuremekedzewa novokunze, futi musingavimbe noumwe munhu.
Chamados para as boas obras
Fomos criados em Cristo Jesus para boas obras, que Deus preparou de antemão para que andássemos nelas. Não somos salvos por obras, mas para obras.
Nokuti tiri basa romanja yache, tidosikiwa muna Khirisitu Jesu kuti tiite mabasa yadonaka, yadonhadzihwa kare naMwari, kuti tiyaite.
tinoziva kuti munhu haaruramisiwe nomabasa yomutemo asi kuburikidza nokutenda muna Khirisitu Jesu, kuitira kuti naisisuwo tiruramisiwe nokutenda muna Khirisitu, aikona nomabasa yomutemo. Ndava hapanai acharuramisiwa nomabasa yomutemo.
Uye Mwari anogona kukupasai ropafadzo rese ridowanda, kuti pazvinhu zvese nopanguwa dzese muve nozvidokwana zvichiwanziwa pakuita basa rese ridonaka.
Kuvhenekera seZviedza muNyika
Naizvozvo, hama sezvamudotetekera nguwa dzese aikona pandanga ndiripo chete, asi kunyanya iyezvino pandisipo, pedzisai basa rokuponesewa kwenyu nokucha nokutetemera, nokuti Mwari ari kushanda mukati menyu ndiye anoita zvese kuti mufarire nokuita chido chache chidonaka.
Itai zvinhu zvese musinganyunyute kana kuita nharo, kuti muve vanhu vasinai chavanonenedzehwa novadochena, vana vaMwari vasinai murandu pakati porudzi ridopombonyoka, ridotaika ramuri pakati parene muchivhenekera kunge nyenyedzi mudenga, mudobatitsitsa shoko roupenyu, kuitira kuti pazuva raKhirisitu ndidade ndizive kuti handinai kumhanyira pasina kana kushandira mahara.
A missão do cristão
O chamado a trabalhar para Deus inclui a Grande Comissão: fazer discípulos de todas as nações, cooperando com Ele na expansão do Reino.
Nokudaro endai kumarudzi yese muite vadzidzi yomarudzi yese, muvaombeke muzita raBaba noroMwanakomana noroMweya Mutsvene,
Anotenda achiombekewa anoponesewa, asi asingatende achatongewa.
Ndava tiri vashandi pabodzi naMwari, muri munda waMwari,
chivakwa chaMwari.
Ndava tese tinofanira kuratidziwa pamberi pochigaro chaKhirisitu chokutonga, kuti umwe noumwe atambire zvaadoita achiri mumuviri zvingave zvidonaka kana zvidoipa.