Adoração
A adoração é a resposta do coração humano à majestade de Deus. Deus é Espírito e importa que os que o adoram o adorem em espírito e em verdade — com todo o ser.
Adorar em espírito
Deus é Espírito e importa que os adoradores o adorem em espírito e em verdade. A adoração verdadeira brota do coração.
Mwari ndiMweya, vanomunamata vanofanira kunamata muMweya nomuchokwadi."
Asi nguwa inouya, naipopa yatosvika, yokuti vanamati vochokwadi vachanamata Baba mumweya nomuchokwadi, ndava Baba vanotsvaga vadodaro kudzovanamata. Mwari ndiMweya, vanomunamata vanofanira kunamata muMweya nomuchokwadi."
Jesu adoti kwaari, "Amai imi, nditendei kuti nguwa iri kuuya, yamusingadzonamata Baba muri pagomo rakareri kana muJerusarema. Munonamata zvamusingazive, isisu tinonamata zvatinoziva, nokuti ruponiso runobva kuvaJudha. Asi nguwa inouya, naipopa yatosvika, yokuti vanamati vochokwadi vachanamata Baba mumweya nomuchokwadi, ndava Baba vanotsvaga vadodaro kudzovanamata.
Adoti, "Ishe ndinotenda," achibva wamunamata.
Manje Jesu adoti kwaari, "Birikapa Sathani! Ndava kudonyohwa kuti, ‘Uchanamata Ishe Mwari wako basi, iye chete ndiye waunoshumira.’"
Zvino Jesu adomupindura achiti, "Kudonyohwa kuti, ‘Unofanira kunamata Ishe Mwari wako basi iye chete ndiye waunofanira kushumira.’"
Zvibairo Zvipenyu
Nokudaro nokuruvirai hama dzangu nomutsa waMwari kuti mupereke miviri yenyu sechibairo chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari kwakareko ndiko kunamata kwenyu kwopamweya.
Zvibairo Zvipenyu
Nokudaro nokuruvirai hama dzangu nomutsa waMwari kuti mupereke miviri yenyu sechibairo chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari kwakareko ndiko kunamata kwenyu kwopamweya. Rekai kumbofanana nonyika ino, asi sanduhwai kuburikidza nokuvandudza mufungo wenyu, kuti mukwanise kuraidza nokuziva kuda kwaMwari kudonaka, kunofadza, kudokwana.
Ndava zvinhu zvese zvidobva kwaari uye zviripo kuburikidza naye zvinouya kwaari ndava zvese nzvache. Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingapere. Ameni.
Zvidonyohwa kuti: Ishe vanoti,
"Chokwadi, noupenyu hwangu,
ibvi rese richandipfugamira,
nochirimi chese chichabvuma kuti ndini Mwari."
Louvor e reverência
Vinde, adoremos e prostremo-nos. Louvai ao Senhor! Todo ser que respira louve o nome glorioso do Senhor.
Declarações de adoração
Tu és digno, Senhor, de receber glória e honra! Ao Senhor pertence a grandeza, o poder, a glória e a majestade.
"Imimi Ishe Mwari wedu mudofanira
kuti muvikhihwe kubhwinya nokukudziwa nomasimba.
Nokuti ndimi mudosika zvinhu zvese,
nokuda kwenyu zvidosikiwa uye zvidovapo."
idoti noizvi rinoruzha, "Ichai Mwari mumurumbidze iye, nokuti nguwa yache yokutonga yasvika. Uye munamatei adosika denga nonyika, nogungwa notusipiti twomvura."
Mbani asingakuchei nokukudza zita renyu, Ishe?
Nokuti imimi mega muri mutsvene.
Marudzi yese yachauya
kudzokunamatai,
nokuti mabasa yenyu yadorurama yadoratidziwa."
Inipano Johwani ndini ndidonzva nokuona zvinhu zvakarezvi. Zvino pandidonzva nokuzviona, ndidohwarara kuti ndinamate pamberi potsoka dzongirozi idondinangidza zvakarezvi. Asi idoti kwandiri, "Reka kudaro! Ndiri muranda pabodzi naiwepa nohama dzako vaporofiti, novanochengeta mashoko yobhuku rakareri. Namata Mwari."
Nokudaro Mwari adomukwiridzira pamusorosoro
ndokumupasa zita riri pamusoro pomazita yese,
kuti muzita raJesu
mabvi yese yapfugame,
yovari kudenga novari panyika noyovari pasi ponyika,
uye ndimi dzese dzipfakaze kuti Jesu Khirisitu ndiye Ishe,
kuti Mwari Baba varumbidziwe.
Sacrifício de louvor
Por meio de Jesus ofereçamos sempre sacrifício de louvor. Cantai ao Senhor, celebrai em salmos — enchei-vos do Espírito.
Naizvozvo mbatirambei tichimbondobaira chibairo chokurumbidza Mwari kuburikidza naye, ndicho chibereko chomiromo inopfakaza zita rache.
Sezvo tiri kutambira umambo husingagwetedzeke mbatitendei nokushumira Mwari kunotambirika nokuremekedza nokucha, nokuti Mwari wedu moto unoparadza.
mutaurirane mumaphisarema nonziyo nozvimbo zvomweya, muchiimba muchiita mumwoyo wenyu wese zvinobuya kuna Ishe,
Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu.
Asi panenge pakati pousiku Phauro naSairasi vainamata nokuimbira Mwari zvimbo, uye vamwe vasungwa vanga vachivatetekera.
Phauro Anotenda Mwari
Kurumbidziwa mbakuve kuna Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Khirisitu, Baba votsitsi naMwari vanopasa kunyaradza kwese, anotinyaradza mukutambura kwedu kwese, kuitira kuti tikwanise kunyaradza avo vari pakutambura kupi nokupi, nokunyaradza kwatinonyaradziwa nako isisu naMwari.
Zvatidoonazvo nokunzva tinokuparidziraiwo, kuti muwadzane naisisu, futi kuwadzana kwakareko mhwedu naBaba noMwanakomana wache, Jesu Khirisitu.
Adoração como vida
Exaltai ao Senhor, prostrai-vos ante o escabelo dos seus pés. A adoração genuína transforma o adorador e agrada o Criador.
Falsa adoração
Não terás outros deuses diante de mim. Não adorarás ídolos. A adoração exclusiva ao Senhor é mandamento inegociável.
Zvino Mwari adovapira gotsi ndokuvasiya daipo kuti vanamate zuva, mwedzi nonyenyedzi, sekunyohwa kwazvidoitiwa mubhuku rovaporofiti zvichinzi,
‘Hamunai kundivigira zvipiriso nozvibairo,
makore makumi manai musango,
vana vaIzirairi.
Mudosumudza dumba rokukumanira raMoroki,
nonyenyedzi yamwari wenyu Refani,
zvimifananidzo zvamudoita kuti muzvinamate,
uye ndichakutamisai kumberi kwoBhabhironi.’
Mbapareke kuva noanokutorerai kodzero yenyu, achikusukumidzirai kuzvininipisa kwomabhwodo nokunamata ngirozi, achitsamira panozvaadoona, achizvikudza zvisinai nomaturo yese kuri kufunga kwovanhu, adotayana noMusoro, nokuti kubva pauri muviri wese unosimbisiwa nokubatanidziwa pabodzi nomapfundo yawene nomidzira, ndokukura nokukurisiwa kunobva kuna Mwari.
Mbakureke kuva noanokufurirai nonzira dzomabhwodo, ndava zuva rakarero rinouyaba, kusvikira kupandukira kwathanga kuitika, nomunhu anochora mutemo waonesewa pachenu, iye adotemehwa kuparadziwa, anoshora nokuzvitutumadza pamusoro pozvese zvinoitiwa mwari kana zvinonamatiwa, zvokuti anotoisa mupando wache muimba yaMwari, achizviti ndiye Mwari.
Exemplos de adoração
Jó adorou em meio ao sofrimento. Esdras adorou na restauração. Paulo e Silas adoraram na prisão — e Deus respondeu.
Nyedzai papfupi naMwari iye achanyedzawo kwamuri. Shambai manja yenyu, imi vatadzi, chenesai mwoyo yenyu, imi vomufungo miviri.