Publicidade

Agradecimento

Por Bíblia Online

O agradecimento é a linguagem natural do cristão. Em tudo dai graças! A gratidão a Deus transforma a perspectiva, fortalece a fé e produz alegria em todos os tempos.

Dar graças sempre

Em tudo dai graças, porque esta é a vontade de Deus em Cristo Jesus para convosco. A gratidão é atitude fundamental.

pasai kutenda mumamiriro yese yozvinhu, nokuti kwakareku ndiko kuda kwaMwari pamusoro penyu muna Khirisitu Jesu.

nguwa dzese pazvinhu zvese pasai kutenda kuna Mwari Baba muzita raIshe wedu Jesu Khirisitu.

Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda. Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu. Uye zvese zvamunoita, kana zviri zvoshoko kana basa, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchitenda Mwari Baba kuburikidza naye.

Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda.

Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu. Uye zvese zvamunoita, kana zviri zvoshoko kana basa, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchitenda Mwari Baba kuburikidza naye.

Rairiro

Rambai muchishingirira pakunamata, muchigara pakuri nokutenda,

Rekai kunetseka pamusoro pochinhu kana nochibodzi zvachene, asi pazvinhu zvese kukumbira kwenyu mbakuzivisiwe Mwari kuburikidza nomunyengetero, nokukumbira, pabodzi nokupasa kutenda.

Louvor e gratidão

Entrai pelas portas com ação de graças. Rendei graças ao Senhor porque Ele é bom e a sua bondade dura para sempre.

Expressões de gratidão

Graças a Deus pelo seu dom inefável! A gratidão se expressa em oração, louvor e generosidade para com os outros.

Mwari mbaatendewe nokuda kwochipo chache chisingatsanangurike!

Muchapfumisiwa pazvese kuti mumbogara muchipereka, kuti kuburikidza nomatiri kupereka kwenyu kuvikire Mwari nhendo.

Asi Mwari mbaatendewe! Adotipasa kukunda kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu.

Makomborero muna Khirisitu

Ndinopasa Mwari kutenda nguwa dzese nokuda kwenyu nondava yonyasha dzaMwari dzamudopasiwa muna Khirisitu Jesu,

Munamato woKutenda

Kuthanga, ndinotenda Mwari wangu kuburikidza naJesu Khirisitu nondava yenyu mese, ndava kutenda kwenyu kuri kutauhwa munyika dzese.

Ndava kana nepo vaiziva Mwari, havanai kumukudza saMwari kana kumbomutendawo nikisi, asi kufunga kwavo kudoita chidzimira nomwoyo yavo youdzemwa idoita rima.

Ndava zvinhu zvese zvidobva kwaari uye zviripo kuburikidza naye zvinouya kwaari ndava zvese nzvache. Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingapere. Ameni.

Kutongewa Panouya Khirisitu

Hama, tinofanira kutenda Mwari nguwa dzese nokuda kwenyu, sezvazvidokodzera, ndava kutenda kwenyu kuri kunyanya kukura, norudo pakati penyu ruri kuingidzika.

Kupasa Kutenda noKukurudzira

Ndinotenda Mwari wandinoshumira nohana idochena, kunge zvidoitiwa nomadzibaba yangu, pandinokuyeuka muminamato yangu.

ndinorekaba kutenda nondava yenyu, pandinokuyeukai muminamato yangu

Sezvo tiri kutambira umambo husingagwetedzeke mbatitendei nokushumira Mwari kunotambirika nokuremekedza nokucha,

Kwese uye nonzira dzese vanoremekedzewa Ferekisi, tinotambira zvinhu zvakarezvi nomufaro mukuru.

Paadovaona adoti kwavari, "Endai kozvinangidza kuvapirisita."

Pavanga vachienda vadobva vapora. Zvino mabiyavo, paadondoona kuti waporesewa, adodzoka, achirumbidza Mwari noizvi riri pamusoro, Adowira pasi nochiso potsoka dzaJesu, achimutenda. Zvino iyeyo wanga ari muSamariya. Ipopo Jesu adoti, "Anga vaporesewa vanga vasiri gumi nai? Ko vapfemba vari poi? Hapanai chere wadzoka kuti auye korumbidza Mwari kusiya kwaiyeyu mutohwa?" Adoti kwaari, "Sumuka uende zvako, kutenda kwako kwakuporesa."

Achipinda mumusha, adosangana novanhu gumi vanga vanomabobo, ivo vadomira kurefu, ndokusumudza mazvi yavo vachiti, "Jesu, Tenzi, tinzvirei tsitsi."

Paadovaona adoti kwavari, "Endai kozvinangidza kuvapirisita."

Pavanga vachienda vadobva vapora. Zvino mabiyavo, paadondoona kuti waporesewa, adodzoka, achirumbidza Mwari noizvi riri pamusoro, Adowira pasi nochiso potsoka dzaJesu, achimutenda. Zvino iyeyo wanga ari muSamariya. Ipopo Jesu adoti, "Anga vaporesewa vanga vasiri gumi nai? Ko vapfemba vari poi? Hapanai chere wadzoka kuti auye korumbidza Mwari kusiya kwaiyeyu mutohwa?" Adoti kwaari, "Sumuka uende zvako, kutenda kwako kwakuporesa."

Munamato waPhauro kuVaverengi vache

Ndinotenda Mwari wangu pese pandinokufungai,

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-